RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w11 2/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:
  • CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
w11 2/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

February 15, 2011

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:

April 4-10, 2011

Kushanda Kwakaita Mudzimu Mutsvene Pakusika!

PEJI 6

NZIYO DZICHAIMBWA: 110, 112

April 11-17, 2011

Kufarirwa naMwari Kunoita Kuti Tizowana Upenyu Husingaperi

PEJI 13

NZIYO DZICHAIMBWA: 106, 51

April 18-24, 2011

Ida Kururama Nemwoyo Wako Wose

PEJI 24

NZIYO DZICHAIMBWA: 22, 40

April 25, 2011–May 1, 2011

Unovenga Kusateerera Mutemo Here?

PEJI 28

NZIYO DZICHAIMBWA: 61, 120

CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA

NYAYA YOKUDZIDZA 1 MAPEJI 6-10

Pfungwa dziri munyaya iyi dzichadzamisa kunzwisisa kwatinoita kuti Mwari akashandisa sei mudzimu wake mutsvene pakusika matenga nenyika. Chidzidzo chino chichasimbisawo chivimbo chedu chokuti Jehovha Musiki akangwara uye ane simba.

NYAYA YOKUDZIDZA 2 MAPEJI 13-17

Vanhu vakawanda vanowanzozvinetsa nokuti vangawana sei pfuma inovakwanira. Asi Bhaibheri rinoratidza kuti tinofanira kuva nehanya nokufarirwa naMwari. Nyaya ino inosimbisa kukosha kwazvakaita kuti tivimbe naJehovha uye inoratidza matanho atingatora kuti tive nechokwadi kuti anotifarira.

NYAYA DZOKUDZIDZA 3, 4 MAPEJI 24-32

‘Jesu akada kururama, akavenga kusateerera mutemo.’ (VaH. 1:9) Nyaya idzi dzinoratidza kuti tingamutevedzera sei. Dzinotiudza kuti zvakakosherei kuti tide kururama uye tidzidze kuvenga kusateerera mutemo.

DZIMWEWO NYAYA

3 Dzidzisai Vana Venyu Kuti Vave Netsika

11 Kushandira Zviripo!

12 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

18 Unonyatsokoshesa Zvikomborero Zvako Here?

21 “Kuteerera Kuri Nani Kupfuura Chibayiro”

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe