Zviri Mukati
December 15, 2010
Yokudzidza
NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:
January 31, 2011–February 6, 2011
Shingairira Kunamata Kwechokwadi
PEJI 7
February 7-13, 2011
“Ino Ndiyo Nguva Yakakodzera Chaizvo”
PEJI 11
February 14-20, 2011
Komborerwa Nokutevera Mambo Anotungamirirwa Nomudzimu waMwari!
PEJI 16
February 21-27, 2011
PEJI 20
CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA
NYAYA DZOKUDZIDZA 1, 2 MAPEJI 7-15
Munyaya idzi tinogona kudzidza maratidziro akaita Jesu kushingaira kwechokwadi, uyo unova muenzaniso wokutevedzera. Asi sei zvichikosha zvikuru kuti tishingaire muushumiri munguva yatiri? Ko ino inguva yakakodzera chaizvo pakuita sei?
NYAYA YOKUDZIDZA 3 MAPEJI 16-20
Tiri kurarama munguva umo hutongi hwevanhu huri kukundikana. Nyaya ino ichatibatsira kuona kuti sei Jehovha akasarudza Jesu Kristu kuti ave Mambo uye kuti kuzviisa pasi paKristu kuchaunza sei zvikomborero zvisingaverengeki.
NYAYA YOKUDZIDZA 4 MAPEJI 20-24
Sei kuimba kuchikosha pakunamata kwedu, uye sei kunganzi kunobva muMagwaro? Nyaya ino ichatibatsira kuwana mhinduro yacho uye ichatibatsira kuti isu pachedu tingaratidze sei kuti tinokoshesa kuimba.
DZIMWEWO NYAYA:
Mwana Wenyu Angapindura Kutii? 3
Hakuna Anonzi Achembera Zvokutadza Kushumira Mwari 25
Ndakaona Kuti Chokwadi cheBhaibheri Chine Simba 26
Mibvunzo Inobva Kuvaverengi 30
Indekisi ya2010 Yenyaya dzeNharireyomurindi 32