RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w10 11/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:
  • CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA
  • DZIMWEWO NYAYA:
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
w10 11/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

November 15, 2010

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:

December 27, 2010–January 2, 2011

Vechiduku—Tungamirirwai neShoko raMwari

PEJI 3

NZIYO DZICHAIMBWA: 37, 57

January 3-9, 2011

Vechiduku—Rambai Kufurirwa Nevezera Renyu

PEJI 7

NZIYO DZICHAIMBWA: 24, 52

January 10-16, 2011

Vechiduku—Muri Kuronga Kuitei Noupenyu Hwenyu?

PEJI 12

NZIYO DZICHAIMBWA: 95, 89

January 17-23, 2011

Jehovha Ndiye Changamire Ishe Wedu!

PEJI 24

NZIYO DZICHAIMBWA: 23, 91

January 24-30, 2011

Tichafamba Nokuperera Kwedu!

PEJI 28

NZIYO DZICHAIMBWA: 29, 45

CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA

NYAYA DZOKUDZIDZA 1-3 MAPEJI 3-16

Nyaya idzi dzakanyanya kunangana nevechiduku. Nyaya yokutanga inoratidza kuti vechiduku vangatungamirirwa sei nezano rinowanika muShoko raMwari, Bhaibheri. Yechipiri inokurukura kuti vangaramba sei kufurirwa nevamwe vavo. Uye yokupedzisira inoratidza kuti vechiduku vangava sei nezvinangwa zvavanozadzisa.

NYAYA DZOKUDZIDZA 4, 5 MAPEJI 24-32

Dzidza kuti ungatsigira sei uchangamire hwaJehovha Mwari. Cherechedza kuti kunzi munhu akaperera zvinorevei. Ongorora upenyu hwomunhu akarurama Jobho. Nyaya idzi dzinokuratidza kuti ungafamba sei wakaperera sezvakaita Jobho nevamwe vekare, woramba wakanamatira kuna Jehovha saChangamire Ishe wako.

DZIMWEWO NYAYA:

Jehovha Anonzwa Kuchema Kweanotambudzika 17

‘Regai Tipe Chinopiwa chaJehovha’ 20

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi 22

‘Zvinhu Zvavakaita Zvakaenda Navo’ 23

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe