Zviri Mukati
November 1, 2010
Zvinhu Zvishanu Zvinoita Kuti Ugutsikane
NYAYA DZICHAKURUKURA MUSORO URI PABUTIRO
3 Zvingaita Here Kuti Ugutsikane?
4 Chokutanga. Ida Vanhu, Kwete Mari Nezvinhu
5 Chechipiri. Usazvienzanisa Nomumwe Munhu
6 Chechitatu. Ramba Uchiratidza Kuti Unoonga
7 Chechina. Ngwarira Pakusarudza Shamwari
8 Chechishanu. Pedza Nyota Yezvokunamata
NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA
12 Mazano Okuti Mhuri Ifare—Taura Nevana Vako Nyaya Dzebonde
16 Zvatinodzidza Kuna Jesu—Zvinoitwa Nengirozi Kwatiri
18 Bhaibheri Rinochinja Upenyu
22 Zvevechiduku—Munhu Ane Maperembudzi Anoporeswa!
30 Swedera Pedyo naMwari—“Achaita Kuti Umuwane”
31 Vaverengi Vanobvunza Kuti. . .
DZIMWEWO NYAYA
9 Nyaradza Vakafirwa Sezvakaitwa naJesu
24 Mararamiro Aiita vaKristu Vomuzana Remakore Rokutanga—Kuenda Kurutivi Ruri Kure Kwazvo Rwenyika
27 Nyika yeIsrael Ndiyo Here Inorehwa Nouprofita hweBhaibheri?