RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w10 10/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:
  • Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
  • DZIMWEWO NYAYA:
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
w10 10/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

October 15, 2010

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:

November 29, 2010–December 5, 2010

“Ndiani Akasvika Pakuziva Pfungwa dzaJehovha?”

PEJI 3

NZIYO DZICHAIMBWA: 69, 51

December 6-12, 2010

Rambai Muchitanga Kutsvaka “Kururama Kwake”

PEJI 7

NZIYO DZICHAIMBWA: 40, 22

December 13-19, 2010

Unotanga Iwe Here Kukudza Vamwe vaKristu?

PEJI 16

NZIYO DZICHAIMBWA: 122, 104

December 20-26, 2010

Unoitawo Chimwe Chinhu Pamisangano yechiKristu Kuti Ivake Here?

PEJI 20

NZIYO DZICHAIMBWA: 20, 64

Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa

NYAYA DZOKUDZIDZA 1, 2 MAPEJI 3-11

Nyaya idzi dzinoongorora kuti tingaedza sei kuva pedyo naJehovha nokudzidza zvakaitwa naJesu. Dzinotsanangurawo kuti chii chinonzi kururama kwaMwari, kuti sei tichifanira kutanga kukutsvaka, uye kuti sei tisingafaniri kuona zvinoitwa naJehovha tichishandisa mitemo yedu pachedu.

NYAYA YOKUDZIDZA 3 MAPEJI 16-20

Chii chinonzi kukudza vamwe vaKristu? Sei tichifanira kudaro? Isu pachedu tingatanga sei kukudza vamwe? Iyi mimwe yemibvunzo ichakurukurwa munyaya iyi.

NYAYA YOKUDZIDZA 4 MAPEJI 20-25

Nyaya iyi inokurukura kuti vaya vanenge vachiitisa misangano yechiKristu uye vaya vanenge varipo vangaita sei kuti misangano ikurudzire. Inokurukurawo zvimwe zvinhu zvakagadziridzwa pamagazini ino.

DZIMWEWO NYAYA:

Kupa Zvikonzero—Jehovha Anokuona Sei? 12

Batsirai Vechiduku Vazive Zvakaita Sangano raJehovha 25

Kuramba Ndakabatikana Musangano raJehovha 29

“Rinondibatsira Kutaura Nevanhu Zvavanonzwisisa” 32

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe