Peji 32
Sei vanhu vari ivo voga vanonyengetera? ONA PEJI 3.
Mwari anonzwa uye anopindura minyengetero yedu zvechokwadi here? ONA PEJI 11.
Kuporesa kunoshamisa kwakaitwa naJesu kwakasiyana sei nemaporesero ari kuitwa nevanozviti vanonamata mazuva ano? ONA PEJI 13.
Bhaibheri ringatibatsira sei kuti tisazviona setisingabatsiri? ONA PEJI 19.
Mudzimu mutsvene munhu here? ONA PEJI 26.