RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w10 9/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:
  • Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
  • DZIMWEWO NYAYA:
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
w10 9/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

September 15, 2010

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:

October 25-31, 2010

Tsvaka Chikomborero chaJehovha Nemwoyo Wose

PEJI 7

NZIYO DZICHAIMBWA: 95, 38

November 1-7, 2010

Vanamati Vechokwadi Vanoonekwa Nokubatana Kwavo

PEJI 12

NZIYO DZICHAIMBWA: 20, 121

November 8-14, 2010

Kubatana kwevaKristu Kunokudza Mwari

PEJI 16

NZIYO DZICHAIMBWA: 119, 73

November 15-21, 2010

“Mutungamiriri Wenyu Mumwe Chete, Iye Kristu”

PEJI 21

NZIYO DZICHAIMBWA: 84, 25

November 22-28, 2010

Zviri Kuitwa Nomutungamiriri Wedu Nhasi

PEJI 25

NZIYO DZICHAIMBWA: 120, 98

Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa

NYAYA YOKUDZIDZA 1 MAPEJI 7-11

Vashumiri vaMwari vanoda chikomborero chake kuti vakwanise kuita zvaanoda zvakarurama. Vanofanira kushanda nesimba zvakadini kuti vachiwane? Mudzimu mutsvene waJehovha ungatibatsira sei kukurira zvipingamupinyi zvatingasangana nazvo?

NYAYA DZOKUDZIDZA 2, 3 MAPEJI 12-20

Nyaya idzi dzichatibatsira kuona kuti kugara takabatana nehama dzedu kwakanaka uye kunofadza chose. Tichaona kuti sei ari Jehovha chete anogona kubatanidza vanhu vemarudzi ose. Zvadaro tichaonawo kuti mumwe nomumwe wedu angaita sei kuti muungano muve nokubatana, zvoita kuti Mwari akudzwe.

NYAYA DZOKUDZIDZA 4, 5 MAPEJI 21-29

Nyaya mbiri idzi dzichatibatsira kunyatsoona kuti Kristu, Mambo wedu wokudenga, ndiye Mutungamiriri wedu. Anonyatsoziva zvose zviri kuitika muungano imwe neimwe yevadzidzi vake vepasi pano nhasi.

DZIMWEWO NYAYA:

Kushumira Panguva Yokuwedzera Kunoshamisa 3

Mushandirapamwe Unokosha Unobudirira MuBulgaria 30

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe