RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w10 6/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:
  • Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
  • DZIMWEWO NYAYA:
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
w10 6/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

June 15, 2010

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:

July 26, 2010–August 1, 2010

Zvichengetedze Nokuramba Uri Pakati Pevanhu VaMwari

PEJI 6

NZIYO DZICHAIMBWA: 107, 122

August 2-8, 2010

Ramba Uchivaka Ungano

PEJI 10

NZIYO DZICHAIMBWA: 124, 53

August 9-15, 2010

“Ramba Uchikunda Zvakaipa” Nokudzora Hasha

PEJI 15

NZIYO DZICHAIMBWA: 83, 76

August 16-22, 2010

Kutaura Nenyasha Kunoita Kuti Vanhu Vanzwanane

PEJI 20

NZIYO DZICHAIMBWA: 80, 77

August 23-29, 2010

Zorodzwa Nokunamata

PEJI 25

NZIYO DZICHAIMBWA: 57, 48

Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa

NYAYA DZOKUDZIDZA 1, 2 MAPEJI 6-14

Nyaya idzi dzichatibatsira kuwedzera kuonga zvikomborero zvatinowana nokuva muungano yechiKristu. Tichaonawo kuti mumwe nomumwe wedu angavaka sei uye angabatsira sei hama nehanzvadzi dziri muungano medu.

NYAYA DZOKUDZIDZA 3, 4 MAPEJI 15-24

Nyaya mbiri idzi dzichatibatsira kuona kuti kushandisa zano reBhaibheri kungatibatsira sei kuramba tiine rugare nevamwe pasinei nokutadzirana kwatinoita. Tichaonawo kuti kutaura nenyasha kunobatsira sei kuti tinzwanane nevamwe.

NYAYA YOKUDZIDZA 5 MAPEJI 25-29

Nyika ine maonero asina kunaka ezvinhu zvinounza zororo ichiti kuita zvinodiwa nenyama ndizvo chaizvo. Vanhu vaJehovha vanowana zororo mumabasa ane chokuita nokunamata. Nyaya ino inoratidza kuti tingawana sei mufaro usingaperi uye tingagutsikana sei noupenyu.

DZIMWEWO NYAYA:

Vakabatanidzwa Murudo—Zvakaitika Pamusangano Wepagore 3

Zvaungaita Kana Wawakaroorana Naye Aputsa Chirangano 29

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe