RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w10 5/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:
  • Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
w10 5/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

May 15, 2010

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:

June 28, 2010–July 4, 2010

Varume, Munozviisa Pasi Pomusoro Wenyu Here, Iye Kristu?

PEJI 8

NZIYO DZICHAIMBWA: 5, 123

July 5-11, 2010

Sei Vakadzi Vachifanira Kuzviisa Pasi Pemisoro Yavo?

PEJI 12

NZIYO DZICHAIMBWA: 86, 120

July 12-18, 2010

Hama—Dyarai Nokuda Kwomudzimu, Muvavarire Kupiwa Mabasa Muungano!

PEJI 24

NZIYO DZICHAIMBWA: 45, 11

July 19-25, 2010

Usashungurudza Mudzimu Mutsvene waJehovha

PEJI 28

NZIYO DZICHAIMBWA: 71, 26

Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa

NYAYA DZOKUDZIDZA 1, 2 MAPEJI 8-17

Nyaya yokudzidza yokutanga inoratidza kukosha kwazvakaita kuti varume vazviise pasi poMusoro wavo, Kristu, uye kuti vamutevedzere pane zvavanoitira vamwe. Yechipiri yacho inotsanangura kuti vakadzi vechiKristu vanofanira kuona sei mashoko anoti: “Musoro womukadzi murume.”

NYAYA DZOKUDZIDZA 3, 4 MAPEJI 24-32

Mazuva ano, vakawanda havanyanyi kufarira kuzvipira kuti vabatsire mumwe munhu. Nyaya yokutanga ichanyanya kubatsira varume vakabhabhatidzwa kuti vazviongorore kuti vanoona sei nyaya yokuzvipira uye yokutungamirira sevashumiri vanoshumira kana kuti vakuru. Yechipiri yacho ichatsanangura kuti tingaita sei kuti tirege kushungurudza mudzimu mutsvene waMwari.

DZIMWEWO NYAYA:

Maonero Aiita VaKristu Vokutanga Vanamwari veRoma 3

Sei Uchifanira Kukudza Vakwegura? 6

17Ramba Wakasimba Pakunamata Paunenge Uchipepa Hama Yako Inorwara 17

Harani—Guta Rekare Raiitwa Twakawanda-wanda 20

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi 21

Ramba Uchirovedza Simba Rako Rokunzwisisa 22

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe