Zviri Mukati
February 15, 2010
Yokudzidza
NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:
April 5-11, 2010
‘Taura Shoko raMwari Noushingi’
PEJI 5
April 12-18, 2010
Shandisa “Bakatwa Romudzimu” Nounyanzvi
PEJI 10
April 19-25, 2010
“Mudzimu Nomwenga Vanoramba Vachiti: ‘Uya!’”
PEJI 14
April 26, 2010–May 2, 2010
Tinokugamuchirai Kunzira Yakanakisisa Youpenyu!
PEJI 24
Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
NYAYA DZOKUDZIDZA 1-3 MAPEJI 5-18
Nyaya idzi dzinokurukura kubatsirwa kwatinoitwa nomudzimu mutsvene muushumiri. Dzinoratidza kuti kutungamirirwa nomudzimu waMwari kunotibatsira sei kuti titaure noushingi, tidzidzise nounyanzvi, uye tigare tichiparidza.
NYAYA YOKUDZIDZA 4 MAPEJI 24-28
Kuita zvinodiwa naJehovha uye kuteerera Jesu ndiyo nzira yakanakisisa youpenyu. Nyaya iyi inotaura nezvezvikomborero zvinowanikwa nevaya vanozvitsaurira kuna Mwari vobhabhatidzwa. Inotaurawo zvatinofanira kuita kuti tirambe tiri muchokwadi.
DZIMWEWO NYAYA:
Unoona Jehovha saBaba Vako Here? 3
Usateerere Mashoko aSatani Anotaurwa Nepasipo 19
Mibvunzo Inobva Kuvaverengi 22
“Kodzero Yemwana Yokunamata” 29
Bhuku Rinobatsira Vechiduku Kuyeuka Musiki Wavo 30