RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w09 12/15 p. 32
  • Indekisi Ya2009 Yenyaya dzeNharireyomurindi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Indekisi Ya2009 Yenyaya dzeNharireyomurindi
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • Misoro Midiki
  • BHAIBHERI
  • DZIMWEWO NYAYA
  • JEHOVHA
  • JESUS KRISTU
  • NYAYA DZOKUDZIDZA
  • NYAYA DZOUPENYU
  • UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU
  • ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
w09 12/15 p. 32

Indekisi Ya2009 Yenyaya dzeNharireyomurindi

Pano pari kuratidza musi wemagazini inowanika nyaya yacho

BHAIBHERI

Ibenyu Kunyange Mumutauro Wakafa, 4/1

Kupona Kwarakaita, 11/1

Kuwanazve Pfuma (Codex Ephraemi Syri rescriptus), 9/1

Nei chimwe chikamu chakanyorwa nechiGiriki?, 4/1

Pfungwa Huru Dzatinowana Muna Zvakazarurwa—I, 1/15

Pfungwa Huru Dzatinowana Muna Zvakazarurwa—II, 2/15

Rinobatsira, 6/1

Rinochinja Upenyu Hwevanhu, 2/1, 7/1, 8/1, 11/1

Rinodiwa, 6/1

Rinosvika kuMadagascar, 12/15

Unofanira Kudzidzira chiHebheru nechiGiriki Here? 11/1

Vatican Codex, 10/1

Zvaungaita Kuti Urinzwisise, 7/1

Zvirungamutauro, 5/1

DZIMWEWO NYAYA

Adhamu naEvha, Vanhu Chaivoivo Here? 9/1

“Ameni,” 6/1

“Bhuku raJashari” Uye “Bhuku reHondo dzaJehovha,” 3/15

Aipishana Nokutya Uye Nokusava Nechokwadi (Petro), 10/1

Akadzidza Kubva Pazvikanganiso Zvake (Jona), 1/1

Akadzidza Kuva Nomutsa (Jona), 4/1

Areka yaNoa Yakawanika Here? 7/1

Areka Yesungano, 9/1

Chakaita Kuti Kuparidza kwaPauro Kuite Kuti Vapfuri Vesimbi Vamutse Bongozozo, 2/1

Chimwe Nechimwe Chine Nguva Yacho, 3/1

Chishamiso paPendekosti, 9/1

Dhavhidhi Nemimhanzi, 12/1

Dhiyabhorosi Munhu Chaiyeiye Here? 10/1

Dzidziso Dzenhema Nhanhatu Pamusoro pechiKristu, 11/1

Goredzva Rinoverengwa Nokugara Kwemwedzi (Asia), 12/1

Hondo Inoenderana nechiKristu Here? 10/1

Jaya Raiva Nechivindi (Dhavhidhi), 1/1

Jehoashi, 4/1

Jeremiya, 12/1

Jerusarema Rakambokomberedzwa Nemapango Akapinza Here? 5/1

Josiya, 2/1

Korinde, 3/1

Kuberekwazve, 4/1

‘Kudzika Midzi Uye Kusimbiswa Panheyo’ 10/15

Kufembera kwevaIsraeri vachishandisa nyeredzi, 3/1

Kumutswa kwaRazaro, 3/1

Kunamata Bhaari Nemitambo Younzenza Husingadzoreki, 11/1

Kunamata Kwemhuri, 10/15

Kuporesa Kunoshamisa, 5/1

Kurasika Kwakaita Paradhiso, 11/1

Kuredza Hove Mugungwa reGarireya, 10/1

Kusarudza Chitendero Chakanaka, 8/1

Kutenda Kwakasimba, 5/1

Kutenda Zvakavimbiswa naMwari (Abrahamu), 7/1

Machechi Ose Anonamata Mwari Mumwe Chete Here? 6/1

“Mambo Herodhi,” 12/1

Mamishinari Aisvika Kure Zvakadini Nechokumabvazuva? 1/1

Maperembudzi Anotsanangurwa muBhaibheri, 2/1

Mhashu Ndidzo Dzainyanya Kudyiwa Here? (Mt 3:4), 10/1

Mudzimu Mutsvene, 10/1

Mugero waHezekiya, 5/1

MuIsraeri Yekare Maiva Nevanhu Vaichengeta Nyuchi Here? 7/1

“Mukuru Mukuru Wetemberi,” 10/1

Muti “Une Mashizha Asingasvavi” 3/1

Muzukuru waPauro, 6/1

Mvura, 1/1

Mwana Achiri Mudumbu Akafa Achazomutswa Here? 4/15

Pane Chikonzero Nei Pondiyo Pirato Aitya Kesari Here? 1/1

Rakabhi, 8/1

Ronga Nguva Yokudzidza Bhaibheri, 10/15

Rugare Munyika Ine Zvinetso, 7/1

Satani Akadzingwa Kudenga Rini? 5/15

Shemu, 10/1

“Tichadyeiko?” 8/1

Unotya Vakafa Here? 1/1

Upenyu Hwakafanorongwa Here, 3/1

Upenyu Hwedu Hwakafanorongwa Here? 4/1

Urimu neTumimu, 6/1

VaJudha ‘Vakaita Nokusaziva’ (Ac 3:17), 6/15

Vakapondwa Mukirasi, 12/1

“Vanakomana vaZeusi” (Ac 28:11), 3/1

Vanyori Vaishora Jesu, 8/1

Vanyori Vokutanga Vedzidziso dzechiKristu, 7/1

Varume Vanonzi vanaJakobho, 9/1

Zita Rako Rinomborevei? 2/1

Zvaakaita Zvairatidza Kungwara, (Abigail), 7/1

Zvatinodzidza Pana Zvirevo 24:27, 10/15

Zvazvaireva Kuti Munhu Akazodzwa, 8/1

Zvidzivirire Pamidzimu Yakaipa, 5/1

Zvinoita Here Kutenda Kuti Kune Musiki? 10/1

JEHOVHA

Achagumisa Kutambura Kwose! 12/1

Ane Hanya, 6/1

Anobvumidza Barika Here? 7/1

Anochinja Mafungiro Ake Here? 6/1

Anoda Kuti Tibudirire, 12/1

Anofunga Zvatinokwanisa Nezvatisingakwanisi Kuita, 6/1

Anokoshesa Vanyoro, 8/1

Anoti Tisarudze, 11/1

Anotonga Maererano Nezvakarurama, 9/1

Anotora Vana Kuti Vave Ngirozi Here? 3/1

Anotsanangura Zvaari, 5/1

Anovimbisa Kukupa Pfuma Here? 9/1

Itya Mwari Kwete Munhu, 3/1

Jehovha Anokumbirei Kwatiri? 10/1

Jesu Mumwe Chete Naye, 9/1

Kutsanya Kunokuswededza Pedyo Naye Here? 4/1

Matambudziko Kurangwa Naye Here? 6/1

Muenzaniso Mukuru Worudo, 2/1

Mutongi Anogara Achiita Zvakarurama, 1/1

Mutsvene, 7/1

Mwari Chete Ndiye Anogona Kununura Pasi, 1/1

Mwari Ndiani? 2/1

NdiBaba Venherera, 4/1

NdiJesu? 2/1, 4/1

“Ndinonyatsoziva Kurwadziwa Kwavo” (Exks 3:1-10), 3/1

Usakanganwa Jehovha, 3/15

Vatican Inorambidza Kushandiswa Kwezita Rake, 4/1

JESUS KRISTU

Anokunda Muedzo, 5/1

Chakaita Kuti Josefa Afunge Nezvokuramba Mariya, 12/1

Chii Chakaita Kuti Nguo Yake Yomukati Ifarirwe Zvikuru?, 7/1

Ichokwadi Here Kuti Vachenjeri Vatatu Vakashanyira Jesu Paaiva Mucheche? 12/1

Kuverengwa Kwevanhu Kwakaita Kuti Aberekerwe muBhetrehema, 12/1

NdiMwari Here? 4/1

Nei akadana Jehovha achiti “Abba, Baba”? 4/1

Nei Akageza Tsoka Dzevaapostora? 1/1

VaFarisi Vakanga Vakafanana “Nemakuva Akadzururwa Nevhu Jena,” 11/1

Vamwe Chete naBaba, 9/1

Zvaanotidzidzisa Nezveminyengetero Inonzwiwa naMwari, 2/1

Zvaanotidzidzisa Nezveramangwana Revanhu, 8/1

Zvaanotidzidzisa Nezveupenyu Hwemhuri, 11/1

Zvaanotidzidzisa Nezvo“mugumo,” 5/1

NYAYA DZOKUDZIDZA

Dzidzo Inobva Kuna Mwari Inokosha Kupfuura Dzidzo Yenyika, 9/15

Farira Kuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi, 1/15

Ita Kuti Mashoko aJesu Aumbe Unhu Hwako, 2/15

Iva Munhu Anoteerera Uye Akashinga Sezvakanga Zvakaita Kristu, 9/15

Iva Norudo Rusingamboperi, 12/15

“Ivai Norugare Nevanhu Vose” 10/15

Jehovha Akakodzera Kurumbidzwa Nesu Tose, 3/15

Jobho Akarumbidza Zita raJehovha, 4/15

Koshesa Nzvimbo Yako Muungano, 11/15

Kristu Akadzidzisa Kuti Vanhu Vachararama Nokusingaperi Pasi Pano Here? 8/15

Kufambira Mberi Kwako Ngakuonekwe, 12/15

Kufara Kunyange Mumatambudziko, 12/15

Kumutsidzirwa Kwakaitwa Tariro Yokurarama Nokusingaperi Pasi Pano, 8/15

Kunzwisisa Jesu—Dhavhidhi Mukuru Uye Soromoni Mukuru, 4/15

Kunzwisisa Mosesi Mukuru, 4/15

Kuperera Kwako Kuna Jehovha Kunofadza Mwoyo Wake, 4/15

Kuramba Tiri Shamwari Munyika Isina Rudo, 10/15

Kuratidza Tsika Dzakanaka Sevashumiri vaMwari, 11/15

Kuwana Pfuma “Yakanyatsovanzwa Maari” 7/15

Mashoko aJesu—Kubatsira Kwaanoita Kuti Uve Nomufaro, 2/15

Maziso Ako Ngaarambe Ari Pamubayiro, 3/15

Mesiya! Nzira yaMwari Yokuponesa Vanhu, 12/15

Mhuri dzevaKristu—Tevedzerai Muenzaniso waJesu! 7/15

Minyengetero Yako Inoratidza Kuti Unonzwisisa Mashoko aJesu Here? 2/15

Minyengetero Yako Inoratidzei Nezvako? 11/15

“Muri Shamwari Dzangu” 10/15

Mushumiri waJehovha—‘Akabayiwa Nokuda Kwokudarika Kwedu’ 1/15

Mutariri Akatendeka neDare Rake Rinodzora, 6/15

Nei Tichifanira Kutevera “Kristu”? 5/15

Ngirozi—“Midzimu Yebasa Rinoitirwa Vanhu Vose,” 5/15

“Pisai Nomudzimu” 10/15

Ramba Uine Mafungiro Akafanana neaKristu, 9/15

“Rambai Muri Murudo rwaMwari,” 8/15

Rudo rwaKristu Runoita Kuti Tivewo Norudo, 9/15

Rudo Rwenyu Sehama Ngarwurambe Rwuchiwedzera, 11/15

Shandai Nesimba Kuti Muve Vakuru—“Zuva Guru raJehovha Rava Pedyo” 5/15

Shingairira Imba yaJehovha! 6/15

“Shingairira Mabasa Akanaka”! 6/15

“Svinurira” 3/15

Tarirai! Mushumiri waJehovha Waanofarira, 1/15

Taura Chokwadi Nomuvakidzani Wako, 6/15

Tevedzera Jesu—Dzidzisa Norudo, 7/15

Tevedzera Jesu—Paridza Noushingi, 7/15

Unokoshesa Zvakaitwa naJehovha Kuti Akununure Here? 9/15

Upenyu Husingaperi Pasi Pano—Tariro Inobva Kuna Mwari, 8/15

Uri ‘Mutariri Womutsa Usina Kukodzera Kuwanwa waMwari’ Here? 1/15

‘Uya Uve Muteveri Wangu’ 1/15

Vakarurama Vacharumbidza Mwari Nokusingaperi, 3/15

Vandudza Minyengetero Yako Nokudzidza Bhaibheri, 11/15

“Vanoramba Vachitevera Gwayana,” 2/15

Vechiduku—Kufambira Mberi Kwenyu Ngakuonekwe, 5/15

Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Uchenjeri hwaJehovha, 4/15

NYAYA DZOUPENYU

“Iyi Ndiyo Nzira. Fambai Nayo” (E. Pederson by R. Pappas), 1/15

Kufara Pasinei Nourema (P. Gaspar), 5/1

Magungano Eruwa Matatu Akachinja Upenyu Hwangu (G. Warienchuck), 10/15

Makore Makumi Mapfumbamwe Akapfuura Ndakatanga (E. Ridgwell), 7/15

Munhu Haararami Nechingwa Chete (J. Hisiger), 3/1

Ndingamuripa Neiko Jehovha? (R. Danner), 6/15

Ndinofara Pasinei Nematambudziko (E. Acosta), 6/1

‘Ngirozi yaJehovha Inodzika Musasa Ichitikomba’ (C. Connell), 3/15

Upenyu Hwangu Hwava Nechinangwa (G. Martínez), 9/15

UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU

Bvumira Mwari Kuti Ataure Zuva Roga Roga, 8/1

‘Chitendero—Ndakazvisarudzira Kana Kuti Ndakasarudzirwa Nevabereki?’ 9/15

Hanzvadzi Inofanira Kufukidza Musoro Painenge Ichiturikira Mumutauro Wemasaini Here? 11/15

Itai, 5/15

Kana Wagumburwa, 9/1

Kubatsira Vari Kuyaruka Kuti Vakure, 5/1

Kufara Usina Kuroora Kana Kuroorwa, 6/15

Kufara Wakabatikana Mubasa raMwari, 12/15

Kupa Nomufaro Zvichibva Pamwoyo, 11/15

Kupawo Vamwe Mamwe Mabasa, 6/15

Kuranga Vana, 2/1

Kushanda Pamwe Chete Kunoita Kuti Mufambire Mberi Pakunamata, 7/15

Kushandisa Mari Zvakanaka, 8/1

Kutsanya, 4/1

Kwaunofanira Kunge Uri Pachasvika Mugumo, 5/15

Mariro, 2/15

Mariya, 1/1

Minyengetero Inonzwiwa naMwari, 2/1

Minyengetero Isingapindurwi, 1/1

Mumwe Wako Paanenge Achida Kunyatsotarisirwa, 11/1

Ndinofanira Kupa Marii? 8/1

“Nguva Yokunyarara,” 5/15

“Nzira Inopfuura Dzose” Yorudo, 7/15

Tenda Zvaunopiwa—Ipa Nomwoyo Wose, 7/15

Ungaramba Sei Uchitsungirira Muushumiri? 3/15

Unofanira Kungoti Zvaunoda Iwe Chete Zviitwe Here? 2/15

Upenyu Hwemhuri, 11/1

Usakanganwa Jehovha, 3/15

Usatsauswa, 8/15

Varume, Tevedzerai Rudo rwaKristu, 5/15

Wakamboshumira Here? 8/15

ZVAPUPU ZVAJEHOVHA

Bheteri rokuBrooklyn—Makore 100, 5/1

Chitendero Chakabva Muchechi yeRoma Here? 11/1

Dhamu Guru Kupfuura Ose okuCentral America, 9/1

Farira Matsi Dzaunonamata Nadzo!, 11/15

Hurukuro Yavose Inokosha, 4/1

‘Jehovha Akaita Kuti Chiso Chake Chipenye Kwavari’ (matsi), 8/15

Kasikana Kane Rupo, 11/15

Kufara Uye Tariro Pasinei Nourombo, 9/1

Kunoshumira Kusina Vaparidzi voUmambo Vakawanda, 4/15, 12/15

Kunyatsotsvaka Vanhu (Ireland), 3/1

Kupedza Kudzidza KuGiriyedhi, 2/15, 9/1

Kuwana Pfuma Yakavanzwa (Estonia), 8/15

Mashoko Akanaka Mumitauro 500, 11/1

Mbeu Inosvika Kure (Tuva Republic, Russia), 7/15

Myanmar Cyclone, 3/1

Nei Zvisingashandisi Mifananidzo?, 2/1

Nzvimbo Yokudhindira Inoshamisa (Watchtower Farms, U.S.A.), 7/1

Rwendo Rwakaita Kuti Tizive Zvaimboitwa Kare (Amish in U.S.A.), 12/1

Rwendo Rwokuenda “Kunogumira Nyika” (Sakha Republic), 6/1

Ungayambukira kuMakedhoniya Here? 12/15

Unokokwa Noushamwari (kumisangano), 2/1

Zuva Rinokosha Kwazvo Munhoroondo Yevanhu, 3/1

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe