RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w09 12/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:
  • Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
  • DZIMWEWO NYAYA:
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
w09 12/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

December 15, 2009

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:

February 1-7, 2010

Kufambira Mberi Kwako Ngakuonekwe

PEJI 11

NZIYO DZICHAIMBWA: 45, 97

February 8-14, 2010

Kufara Kunyange Mumatambudziko

PEJI 15

NZIYO DZICHAIMBWA: 75, 74

February 15-21, 2010

Mesiya! Nzira yaMwari Yokuponesa Vanhu

PEJI 20

NZIYO DZICHAIMBWA: 109, 5

February 22-28, 2010

Iva Norudo Rusingamboperi

PEJI 24

NZIYO DZICHAIMBWA: 3, 50

Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa

Nyaya Dzokudzidza 1, 2 MAPEJI 11-19

VaKristu vose, varume, vakadzi, nevana, vanogona kuita kuti kufambira mberi kwavo pakunamata kuonekwe. Nyaya idzi dzinokurukura kuti tingazviita sei. Dzichakurukurawo kuti tingakwanisa sei kuramba tichifara kunyange mumatambudziko.

Nyaya Yokudzidza 3 MAPEJI 20-24

Bhaibheri rine uchapupu hwokuti Jesu ndiMesiya akapikirwa. Jehovha akatumira Mwanakomana wake pasi pano kuti achenese zita rake pakuzvidzwa uye kuti areverere uchangamire hwake, uyewo kuti anunure vanhu vanoteerera pachivi norufu. Izvi zvinofanira kutibatsira muushumiri hwedu.

Nyaya Yokudzidza 4 MAPEJI 24-28

Tingaita sei kuti kuda kwatinoita Jehovha naJesu kukure? Rudo rungatsungirira zvinhu zvose sei? Sei tingati rudo harumboperi? Nyaya iyi inobva parugwaro rwegore ra2010 ichapindura mibvunzo iyi.

DZIMWEWO NYAYA:

Unoyeuka Here?

PEJI 3

Zvingaita Here Kuti Uyambukire kuMakedhoniya?

PEJI 4

Kufara Wakabatikana Mubasa raMwari

PEJI 8

Bhaibheri Rinosvika kuMadagascar

PEJI 29

Indekisi Ya2009 Yenyaya dzeNharireyomurindi

PEJI 32

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe