Zviri Mukati
October 15, 2009
Yokudzidza
NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:
November 30, 2009–December 6, 2009
PEJI 3
NZIYO DZICHAIMBWA: 191, 177
December 7-13, 2009
PEJI 7
NZIYO DZICHAIMBWA: 159, 206
December 14-20, 2009
PEJI 13
NZIYO DZICHAIMBWA: 224, 217
December 21-27, 2009
Kuramba Tiri Shamwari Munyika Isina Rudo
PEJI 17
NZIYO DZICHAIMBWA: 173, 155
Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
Nyaya Dzokudzidza 1, 2 MAPEJI 3-11
Nyaya idzi dzinoongorora ndima dzose dziri muchitsauko 12 chaVaRoma. Tichadzidza kuti zvinorevei ‘kupisa nomudzimu’ uye kupa Mwari miviri yedu sechibayiro chipenyu. Tichadzidzawo kuti tingaita sei kuti mumba nomuungano muve norugare uye kuti tingakunda sei zvakaipa nezvakanaka.
Nyaya Dzokudzidza 3, 4 MAPEJI 13-21
Zvinorevei kuva shamwari yakanaka? Nyaya dzino dzichatibatsira kuona kuti Jesu akasiya muenzaniso wakanaka sei panyaya iyi uye kuti vaKristu vomuzana remakore rokutanga vakamutevedzera sei. Dzichatsanangurawo kuti mazuva ano zvinotibatsirei kuva noushamwari hwakasimba, hunotivaka uye tingazviita sei.
DZIMWEWO NYAYA:
PEJI 12
Kuchinjwa Kwakaitwa Upenyu Hwangu Nemagungano Eruwa Matatu
PEJI 22
‘Wakadzika Midzi Uye Wakasimbiswa Panheyo Here?’
PEJI 26
Kunamata Kwemhuri—Kunokosha Kuti Tipukunyuke!
PEJI 29
Wakaronga Nguva Yokudzidza Bhaibheri Here?
PEJI 32