RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w09 9/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:
  • Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
  • DZIMWEWO NYAYA:
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
w09 9/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

September 15, 2009

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:

October 26, 2009–November 1, 2009

Ramba Uine Mafungiro Akafanana neaKristu

PEJI 7

NZIYO DZICHAIMBWA: 62, 66

November 2-8, 2009

Iva Munhu Anoteerera Uye Akashinga Sezvakanga Zvakaita Kristu

PEJI 11

NZIYO DZICHAIMBWA: 8, 107

November 9-15, 2009

Rudo rwaKristu Runoita Kuti Tivewo Norudo

PEJI 16

NZIYO DZICHAIMBWA: 89, 35

November 16-22, 2009

Dzidzo Inobva Kuna Mwari Inokosha Kupfuura Dzidzo Yenyika

PEJI 21

NZIYO DZICHAIMBWA: 91, 59

November 23-29, 2009

Unokoshesa Zvakaitwa naJehovha Kuti Akununure Here?

PEJI 25

NZIYO DZICHAIMBWA: 55, 153

Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa

Nyaya Dzokudzidza 1-3 MAPEJI 7-20

Tinoziva kuti Jesu akaratidza vaKristu muenzaniso wokutevera munzira dzakawanda. Nyaya idzi dzakatevedzana dzichanyanya kutaura nezvemafungiro aJesu nezvaaiita. Uchawana mienzaniso yaunogona kushandisa mumhuri, muungano uye paunosangana nematambudziko.

Nyaya Yokudzidza 4 MAPEJI 21-25

Unokoshesa zvakadini chokwadi chawakadzidza muShoko raMwari? Nyaya iyi ichatibatsira kufungisisa kubatsirwa kwatinoitwa nedzidzo inobva kuna Mwari. Inokurukurawo zvikomborero zvatinowana kana tikarega kuita zvimwe zvinhu kuti tiparidze mashoko akanaka.

Nyaya Yokudzidza 5 MAPEJI 25-29

Zvii zvakaitwa naJehovha kuti atinunure pachivi nerufu? Zvii zvaaifanira kurasikirwa nazvo? Kuziva mhinduro dzacho kunogona kuita kuti titende nemwoyo wose zvoita kuti tiratidze Jehovha kukoshesa kwatinoita tariro yokununurwa yaakaita kuti ivepo iye noMwanakomana wake.

DZIMWEWO NYAYA:

Chitendero—Ndakazvisarudzira Kana Kuti Ndakasarudzirwa Nevabereki?

PEJI 3

Upenyu Hwangu Hwava Nechinangwa

PEJI 30

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe