Zviri Mukati
August 15, 2009
Yokudzidza
NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:
September 28, 2009–October 4, 2009
Upenyu Husingaperi Pasi Pano—Tariro Inobva Kuna Mwari
PEJI 3
NZIYO DZICHAIMBWA: 76, 222
October 5-11, 2009
Kristu Akadzidzisa Kuti Vanhu Vachararama Nokusingaperi Pasi Pano Here?
PEJI 7
NZIYO DZICHAIMBWA: 187, 15
October 12-18, 2009
Kumutsidzirwa Kwakaitwa Tariro Yokurarama Nokusingaperi Pasi Pano
PEJI 12
NZIYO DZICHAIMBWA: 4, 220
October 19-25, 2009
PEJI 18
NZIYO DZICHAIMBWA: 114, 85
CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA
Nyaya Dzokudzidza 1-3 MAPEJI 3-16
Tariro yokurarama nokusingaperi pasi pano iri muMagwaro ndiyo ichakurukurwa munyaya dzino. Dzichasimbisa kutenda kwako mutariro iyi inosiyanisa vaKristu vechokwadi nechiKristudhomu. Kutenda ikoko kuchaitawo kuti ufare uye kuchakupa chivimbo chokutaura nezvetariro yaunayo.
Nyaya Yokudzidza 4 MAPEJI 18-22
Nyaya iyi inokurukura nzira nhatu dzichaita kuti tirambe tiri murudo rwaMwari. (Jud. 21) Tinogona kuzviita (1) nokuda vaya vanodiwa naJehovha, (2) nokuremekedza vane masimba uye (3) nokuedza kuramba takachena mukuona kwaJehovha.
DZIMWEWO NYAYA:
PEJI 16
PEJI 23
‘Jehovha Akaita Kuti Chiso Chake Chipenye Kwavari’
PEJI 24
Usatsauswa ‘Muzuva Rino Remashoko Akanaka!’
PEJI 28
Wakamboshumira Here? Ungashumirazve Here?
PEJI 30