RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w09 5/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:
  • Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
  • DZIMWEWO NYAYA:
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
w09 5/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

May 15, 2009

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:

July 6-12, 2009

Shandai Nesimba Kuti Muve Vakuru—“Zuva Guru raJehovha Rava Pedyo”

PEJI 9

NZIYO DZICHAIMBWA: 123, 174

July 13-19, 2009

Vechiduku—Kufambira Mberi Kwenyu Ngakuonekwe

PEJI 13

NZIYO DZICHAIMBWA: 42, 56

July 20-26, 2009

Ngirozi—“Midzimu Yebasa Rinoitirwa Vanhu Vose”

PEJI 21

NZIYO DZICHAIMBWA: 6, 5

July 27, 2009–August 2, 2009

Nei Tichifanira Kutevera “Kristu”?

PEJI 28

NZIYO DZICHAIMBWA: 121, 134

Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa

Nyaya Dzokudzidza 1, 2 MAPEJI 9-17

Nyaya yokudzidza yokutanga inotaura kuti nei kuva nezivo yezvokunamata kuchikosha uye kuti ingawanikwa sei. Nyaya yechipiri inotsanangura kuti vaKristu vechiduku vangabudirira sei kukunda matambudziko avanotarisana nawo pakuwana zivo yezvokunamata.

Nyaya Yokudzidza 3 MAPEJI 21-25

Kuongorora Magwaro kunoita kuti tione kuti ngirozi dzinoita sei basa radzo rokuva “midzimu yebasa rinoitirwa vanhu vose.” Nyaya ino inoratidza zvadziri kuita kubatsira vaKristu nhasi. Inoratidzawo zvatingadzidza kungirozi dzakarurama.

Nyaya Yokudzidza 4 MAPEJI 28-32

Jesu Kristu akakumbira vateereri vake kuti varambe vachimutevera. Nyaya ino inokurukura zvikonzero zvishanu nei tichifanira kutevera “Kristu” uye kuramba tichimutevera zvizere.

DZIMWEWO NYAYA:

“Nguva Yokunyarara”

PEJI 3

Unofanira Kunge Uri Kupi Pachauya Mugumo?

PEJI 6

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

PEJI 18

Varume, Tevedzerai Rudo rwaKristu!

PEJI 19

Tevedzera Kuvimbika kwaItai

PEJI 26

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe