Zviri Mukati
April 15, 2009
Yokudzidza
NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:
June 1-7, 2009
Jobho Akarumbidza Zita raJehovha
PEJI 3
NZIYO DZICHAIMBWA: 197, 41
June 8-14, 2009
Kuperera Kwako Kuna Jehovha Kunofadza Mwoyo Wake
PEJI 7
NZIYO DZICHAIMBWA: 160, 138
June 15-21, 2009
Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Uchenjeri hwaJehovha
PEJI 15
NZIYO DZICHAIMBWA: 79, 84
June 22-28, 2009
PEJI 24
NZIYO DZICHAIMBWA: 205, 150
June 29, 2009–July 5, 2009
Kunzwisisa Jesu—Dhavhidhi Mukuru Uye Soromoni Mukuru
PEJI 28
NZIYO DZICHAIMBWA: 168, 209
Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
Nyaya Dzokudzidza 1, 2 MAPEJI 3-11
Nyaya idzi dzinokurukura kuti nei Jehovha akabvumira Satani kuti aedze Jobho zvakatevedzana uye kuti chii chakabatsira Jobho kuramba akaperera kwaari. Dzinotsanangurawo kuti sezvakaitwa naJobho, isu tingaramba sei takatendeka toita kuti mwoyo waJehovha ufare.
Nyaya Yokudzidza 3 MAPEJI 15-19
Zvinhu zvakasikwa naJehovha zvinoratidza zvaari zvakasiyana-siyana. Kana tikafunga nezvezvaakasika, tinogona kudzidza zvidzidzo zvinokosha. Munyaya ino, tichaongorora mienzaniso mina yezvinhu zvakasikwa naJehovha tokurukura zvidzidzo zvatinowana.
Nyaya Dzokudzidza 4, 5 MAPEJI 24-32
Nhoroondo dzeBhaibheri dzoupenyu hwevanhu vakatendeka vakararama Jesu asati auya dzinoratidza kuti varume ivavo vane zvavakaita zvinokosha zvakafanana nezvakazoitwa naJesu. Munyaya mbiri idzi, tichakurukura nezvaMosesi, Dhavhidhi, naSoromoni, toona kuti nhoroondo dzoupenyu hwavo dzinodzamisa sei kunzwisisa kwatinoita basa raJesu muchinangwa chaMwari.
DZIMWEWO NYAYA:
Mibvunzo Inobva Kuvaverengi—Pane tariro here yokuti kana mwana achiri mudumbu akafa achazomutswa?
PEJI 12
PEJI 14
Unganoshumira Kusina Vaparidzi voUmambo Vakawanda Here?
PEJI 20