RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w09 2/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • Misoro Midiki
  • CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
w09 2/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

February 15, 2009

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:

April 6-12, 2009

Mashoko aJesu—Kubatsira Kwaanoita Kuti Uve Nomufaro

PEJI 6

NZIYO DZICHAIMBWA: 57, 36

April 13-19, 2009

Ita Kuti Mashoko aJesu Aumbe Unhu Hwako

PEJI 10

NZIYO DZICHAIMBWA: 106, 132

April 20-26, 2009

Minyengetero Yako Inoratidza Kuti Unonzwisisa Mashoko aJesu Here?

PEJI 15

NZIYO DZICHAIMBWA: 88, 161

April 27, 2009–May 3, 2009

“Vanoramba Vachitevera Gwayana”

PEJI 24

NZIYO DZICHAIMBWA: 213, 53

CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA

Nyaya Dzokudzidza 1-3 MAPEJI 6-19

Jesu paakapedza kutaura “mashoko” ake paMharidzo yepaGomo, “boka revanhu rakashamiswa nemadzidzisiro ake.” (Mat. 7:28) Ona kuti nei vakashamiswa, uye kuti mashoko ake angakubatsira sei kuti ufare, uve nemaonero akanaka uye kuti minyengetero yako iratidze kuti unoanzwisisa.

Nyaya Yokudzidza 4 MAPEJI 24-28

“Muranda akatendeka, akangwara” akagadzwa “pazvinhu [zvaKristu] zvose.” (Mat. 24:45-47) Nyaya iyi inoratidza kuti nei tichifanira kuvimba nomuranda iyeye uye kuti tingaratidza sei kuti tinovimba naye.

DZIMWEWO NYAYA

Shoko raJehovha Ibenyu—Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raZvakazarurwa—II

PEJI 3

Unofanira Kungoti Zvaunoda Iwe Chete Zviitwe Here?

PEJI 19

Mamishinari Anokurudzirwa Kuita saJeremiya

PEJI 22

Mariro evaKristu—Ane Mutsigo, Haasi Okushamisira, Uye Anofadza Mwari

PEJI 29

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe