Zviri Mukati
January 15, 2009
Yokudzidza
NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI YA:
March 2-8, 2009
PEJI 3
NZIYO DZICHAIMBWA: 200, 172
March 9-15, 2009
Farira Kuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi
PEJI 7
NZIYO DZICHAIMBWA: 130, 211
March 16-22, 2009
Uri ‘Mutariri Womutsa Usina Kukodzera Kuwanwa waMwari’ Here?
PEJI 12
NZIYO DZICHAIMBWA: 50, 58
March 23-29, 2009
Tarirai! Mushumiri waJehovha Waanofarira
PEJI 21
NZIYO DZICHAIMBWA: 168, 4
March 30, 2009–April 5, 2009
Mushumiri waJehovha—‘Akabayiwa Nokuda Kwokudarika Kwedu’
PEJI 25
NZIYO DZICHAIMBWA: 224, 214
Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
Nyaya Dzokudzidza 1-3 MAPEJI 3-16
Kuva muteveri waKristu kunosanganisirei? Zvinoreva kutevedzera unhu hwake hunoshamisa, hwakadai souchenjeri uye kuzvininipisa. Zvinodawo kuti tishingaire pakuita kuti vanhu vave vadzidzi. Uye zvinosanganisira kunyatsoda vatinonamata navo. Nyaya idzi dzinoratidza kuti ungatevedzera sei Kristu pazvinhu izvi zvitatu.
Nyaya Dzokudzidza 4, 5 MAPEJI 21-29
Nyaya idzi mbiri dzinoongorora uprofita hwakawanda huri mubhuku raIsaya hwakazadziswa naJesu Kristu. Kudzidza uprofita hwacho kuchasimbisa kukoshesa kwatinoita zvose zvatakaitirwa naJehovha naJesu zvichibva murufu uye rumuko rwake. Saka nyaya dzacho dzichatibatsira kugadzirira pfungwa dzedu nemwoyo kupinda Chirangaridzo manheru aApril 9, 2009.
DZIMWEWO NYAYA:
“Iyi Ndiyo Nzira. Fambai Nayo”
PEJI 17
Shoko raJehovha Ibenyu—Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raZvakazarurwa—I
PEJI 30