RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w08 12/15 p. 31
  • Indekisi Ya2008 Yenyaya dzeNharireyomurindi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Indekisi Ya2008 Yenyaya dzeNharireyomurindi
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
  • Misoro Midiki
  • BHAIBHERI
  • DZIMWEWO NYAYA
  • JEHOVHA
  • JESU KRISTU
  • NYAYA DZINODZIDZWA
  • NYAYA DZOUPENYU
  • UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU
  • ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
w08 12/15 p. 31

Indekisi Ya2008 Yenyaya dzeNharireyomurindi

Pano pari kuratidza musi wemagazini inowanika nyaya yacho

BHAIBHERI

Kusarudza Shanduro Yakanaka, 5/1

Mabhuku eEvhangeri Akavimbika Zvakadini? 10/1

Mupumburu we“Rwiyo Rwepagungwa,” 11/15

Pfungwa Huru Dzatinowana Muna Jakobho, 1 na2 Petro, 11/15

Pfungwa Huru Dzatinowana Muna Johani, 4/15

Pfungwa Huru Dzatinowana Muna Mabasa, 5/15

Pfungwa Huru Dzatinowana Muna Mako, 2/15

Pfungwa Huru Dzatinowana Muna Mateu, 1/15

Pfungwa Huru Dzatinowana Muna Ruka, 3/15

Pfungwa Huru Dzatinowana Muna Tito, Firimoni, VaHebheru, 10/15

Pfungwa Huru Dzatinowana Muna VaGaratiya, VaEfeso, VaFiripi, VaKorose, 8/15

Pfungwa Huru Dzatinowana Muna VaRoma, 6/15

Pfungwa Huru Dzatinowana Muna 1, 2, na3 Johani, Judha, 12/15

Pfungwa Huru Dzatinowana Muna 1 na2 VaKorinde, 7/15

Pfungwa Huru Dzatinowana Muna 1 na2 VaTesaronika, 1 na2 Timoti, 9/15

Rinochinja Upenyu, 8/1

Rinofanotaura Nezveremangwana Here? 10/1

Zvakataurwa Zvinova Magwaro Matsvene, 9/1

Zvinyorwa Zvekare zveCuneiform Zvinotsigira Bhaibheri, 12/15

DZIMWEWO NYAYA

Adhamu Akazoita Chivi Sei? 10/1

‘Akaafungisisa Mumwoyo Make’ (Mariya), 10/1

Akamirira Uye Akarinda (Eriya), 4/1

Akatsigira Kunamata Kwakachena (Eriya), 1/1

Amagedhoni, 4/1

Amagedhoni Icharwirwa Kupi? 4/1

Chaiita Kuti vaJudha Vatange Kuchengeta Sabata Manheru, 10/1

Chidyo chaShe, 4/1

Chinangwa Choupenyu, 2/1

“Chinhambwe Chingafambwa Pazuva Resabata,” 10/1

Dhavhidhi—Zvaiita Kuti Asatya, 12/1

Dzidziso Yokushanduka-Shanduka Inoenderana neBhaibheri Here? 1/1

Hasha Dzomukoma (Kaini), 7/1

Jeriko—Guta Rimwe Kana Maviri? 5/1

Jesu, Petro Vakabhadhara Mutero Wepatemberi Nemari Imwe Chete, 2/1

Kugadzikana Mupfungwa, 2/1

‘Kuiswa Kwemaoko’ (VaH 6:2), 9/15

Kukura Kwakaita Dziva Resimbi Yakanyungudutswa, 2/1

Kuparadzwa kweSodhomu neGomora, 3/1

‘Kuporesa Kunoshamisa’ Kunotsigirwa naMwari Here Mazuva Ano? 12/1

Kuverenga Mupumburu, 4/1

Madzinza aIsraeri Aiva 12 Kana 13? 7/1

Mafuta ainhuhwirira akashandiswa naMariya, 5/1

Mako Haana Kukanda Mapfumo Pasi, 2/1

Mashoko Okuti ‘Kudya Zvinhu Zvakakora’ (Ne 8:10) Neokuti ‘Musambodya Mafuta’ (Re 3:17) Anopesana Here? 12/15

Matombo Etemberi, 8/1

Misodzi Muhombodo, 10/1

‘Mutemo Wakava Muperekedzi,’ 3/1

Mvura Inotubuka Kuti Ipe Upenyu Husingaperi, 6/1

Nei vaJudha Vakanga Vakapararira Zvikuru Panguva Yakazosvika Jesu? 11/1

Nei Zekariya Akafanotaura Nezvokuparadzwa kweTire Iro Ratoparadzwa? 6/1

‘Ngarava dzokuTashishi,’ 11/1

Nguva Dzinofadza Dzava Pedyo Here? 8/1

Noa Nemafashamo, 6/1

Nyika Ichapona Here? 8/1

Nyika Ichazomboparadzwa Here? 4/1

Panofa Mumwe Munhu Waunoda, 7/1

Pasi Riri Kurwara 9/1

‘Rugwaro Rwokuramba,’ 9/1

Rwaiva Rusvingo Chairwo Here? (VaE 2:11-15), 7/1

Sauro Akazozivikanwa saPauro Rini? 3/1

Soromoni Akanga Aine Goridhe Rakawanda Sei? 11/1

“Tarirai! Murandasikana waJehovha!” (Mariya), 7/1

Tariro Yevakafa, 11/1

Tel Arad, 7/1

Timoti, 4/1

Tumari Tuviri Twechirikadzi, 3/1

Umambo hwaMwari, 1/1, 5/1

Umambo hweRidhiya Hunotibatsira Nhasi, 4/1

Unofanira Kutya Hero Here? 11/1

Vainge Varonga Kuponda Ndivo Vakazourayiwa! (Dhanieri), 11/1

VaJudha Vose Vachatendeuka Vova vaKristu Here? (VaR 11:26), 6/15

VaKristu Vekutanga Munyika Yaitaura chiGiriki, 12/1

JEHOVHA

Anoda Kukanganwira, 6/1

Anoda Kururamisira, 11/1

Anonzwisisa Kurwadziwa Kwedu, 5/1

Baba Vasina Wavakafanana Naye, 1/1

“Haasi Kure,” 7/1

“Ivai Vatevedzeri Va-,” 10/1

“Izita Risingataurwi” Here? 6/1

Kuva Vana Va-, 3/1

Mucherechedzi Anotikoshesa, 4/1

Mudzoreri Woupenyu, 3/1

Mufudzi Ane Hanya, 2/1

Musiki Akakodzera Kurumbidzwa, 12/1

“Mwari Wokunyaradza Kwose,” 9/1

Nei Achirega Vanhu Vachitambura? 2/1

Nei Tichifanira Kushandisa Zita raMwari Kana Pasina Anonyatsoziva Kuti Raidaidzwa Sei? 9/1

Njodzi Dzinongoitika Dzoga Kurangwa Here? 5/1

Pane Chinogona “Kutiparadzanisa Norudo rwaMwari” Here? 8/1

Unoziva Baba Vako Vokudenga Here? 9/1

“Zita raMwari Dzvene uye Guru,” 10/15

Zita Rinofanira Kuva muTestamende Itsva Here? 8/1

Zvakaipa Here Kushandisa Zita Rake? 7/1

Zvatinodzidza Kuna Jesu, 2/1

Zvatinoratidzwa Nezvinhu Zvakasikwa, 5/1

Zvine Basa Here Kuti Tinonamata Sei? 6/1

Zvinofanotaurwa naJehovha, 1/1

JESU KRISTU

Aireva Moto weHero Here? (Mk 9:48), 6/15

Anoshamisa Vateereri Vake, 9/1

Basa Rokuveza, 12/1

Chakaita Kuti Pirato Atye Kuti Jesu Akanga “Azviita Mwanakomana waMwari,” 6/1

Jesu Anobatsira Sei Upenyu Hwako? 12/1

Kufanotaura nezvaMesiya, 10/1

Kuramba Kwakaita Petro, 1/1

Kurapa Bofu Zvishoma Nezvishoma, 4/1

Kuponeswa Kwaungaitwa Norufu rwaJesu, 3/1

Kuporesa Kunoshamisa, 5/1

Mutauro Waaitaura, 8/1

“Mwari” kana kuti “mwari”? 11/1

Nei Judhasi Akapiwa Masirivha 30? 9/1

Nei Tichifanira Kunyengetera Muzita raJesu? 2/1

Nei Zvakamutorera Mazuva Mana Kuti Asvike Paguva raRazaro? 1/1

“Vashandi Vokubhengi” Vaakataura, 12/1

Vazivi Venyeredzi Vakamushanyira Here? 1/1

NYAYA DZINODZIDZWA

Batsirai Makwai Anorasika, 11/15

Bvuma Mafungiro Evamwe, Iva Pakati Nepakati, 3/15

Bvuma Simba raJehovha, 6/15

Chenjerera ‘Unyanzvi Hwako Hwokudzidzisa,’ 1/15

Chii Chinoita Kuti Upenyu Huve Nechinangwa? 4/15

Famba Munzira dzaJehovha, 2/15

Fambira Mberi Pakunamata Nokutevedzera Muenzaniso waPauro, 5/15

Gara Uchishandisa Magwaro Pakuronga Nezvoutano Hwako, 11/15

Hauzivi Kuti Zvichabudirira Kupi! 7/15

Imba Yenyu Ngairambe Iri “Tambo Yakakoswa Netambo Nhatu,” 9/15

Isa Mwoyo Wako Pachinhu Chimwe Chete Kuti Urambe Wakavimbika, 8/15

Ita Kuti Jehovha Ave Pamberi Pako Nguva Dzose, 2/15

Jehovha Ane Hanya Zvechokwadi Nevashumiri Vake Vakwegura, 8/15

Jehovha Anonzwa Patinochemera Kubatsirwa, 3/15

Jehovha Anotitarisa Kuti Zvitinakire, 10/15

Jehovha Haazosiyi Vakavimbika Vake, 8/15

Jehovha—“Mupukunyutsi” Panguva Yainyorwa Bhaibheri, 9/15

Jehovha “Mupukunyutsi” Wedu, 9/15

Jesu Kristu—Mumishinari Mukuru, 2/15

Kudza Jehovha Nokuzvibata Zvine Chiremerera, 8/15

Kuita Ushumiri Hwepaimba Neimba Pasinei Nokuti Hwakaoma, 7/15

Kununurwa noUmambo hwaMwari Kwava Pedyo! 5/15

Kupindura Kwakaita Jehovha Munyengetero Wemwoyo Wose, 10/15

Kutsunga Kupupura Kwazvo, 12/15

Kuva Nemba Nokuva Mubereki Munguva Ino Yomugumo, 4/15

Kuvapo kwaKristu—Kunorevei Kwauri? 2/15

‘Maziso aJehovha Anopenya’ Anoongorora Zvose, 10/15

“Ndiani Akachenjera Uye Anonzwisisa Pakati Penyu?” 3/15

Ndi“Mwari Anoita Kuti Zvikure”! 7/15

Nei Uchifanira Kuramba Wakaperera? 12/15

Nzwisisa Uye Koshesa Basa raJesu Rinomusiyanisa Nevamwe Muchinangwa chaMwari, 12/15

Rambai Muchiita Zvakanaka, 5/15

Ramba “Mudzimu Wenyika,” 9/15

“Ramba Uchichenjerera Ushumiri Hwawakagamuchira munaShe,” 1/15

Ramba Uine “Rudo Rwawaiva Narwo Pakutanga,” 6/15

Ramba “Zvinhu Zvisingakoshi,” 4/15

“Rwisanai naDhiyabhorosi” Sezvakaita Jesu, 11/15

Sarudza Kushumira Jehovha Uchiri Muduku, 5/15

Tevedzera Mumishinari Mukuru, 2/15

Tinofanira Kubata Sei Vamwe? 5/15

Tsvaka Kutungamirirwa naMwari Muzvinhu Zvose, 4/15

Ucharamba Wakaperera Here? 12/15

Unhu Hwatinofanira Kuva Nahwo, 6/15

Unoona Vamwe Sezvinoita Jehovha Here? 3/15

Unotanga Iwe Kukudza Vamwe Here? 10/15

Uri Kutaura “Mutauro Wakachena” Uchitsetsenura Here? 8/15

Ushumiri Hwepaimba Neimba—Nei Huchikosha Iye Zvino? 7/15

Vabatsirei Vasaverengera Kudzoka! 11/15

Vanonzi Vakakodzera Kupiwa Umambo, 1/15

Vanonzi Vakakodzera Kutungamirirwa Kuzvitubu Zvemvura Youpenyu, 1/15

‘Vaya Vane Mafungiro Akanaka’ Vari Kugamuchira Chokwadi, 1/15

Vechiduku, Yeukai Musiki Wenyu Mukuru Iye Zvino, 4/15

Wakagadzirira Kurasikirwa Zvakadini Kuti Urarame? 10/15

Wanai Mufaro Mumba Menyu, 3/15

Zvinhu Zvatinofanira Kutiza, 6/15

NYAYA DZOUPENYU

“Anonditungamirira Mumakwara Okururama” (O. Campbell), 3/1

“Jehovha Ndiye Simba Rangu” (J. Coville), 10/15

Kufarira Kuita Zvinodiwa naMwari Kwoupenyu Hwangu Hwose (B. Yaremchuk), 6/1

Kutenda Kwakandibatsira Kutsungirira Nhamo (S. Castillo), 10/1

Kutsvaka Kufumura Kwakandiwanisa Chokwadi (R. S. Marshall), 12/1

Kuzorodzwa Paupenyu Husina Chinangwa (E. Morcillo), 1/1

Mwari Akandiratidza Ngoni (B. Močnik), 7/1

Ndakaona Richiwedzera muKorea (M. Hamilton), 12/15

Takanga Tisingatyi—Jehovha Aiva Nesu (E. Petridou), 7/15

“Usambofa Wakakanganwa Kuparidzira Pasuo Nesuo” (J. Neufeld), 9/1

UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU

Aida Kubatsira, 6/1

Batsira Mwana Wako Kuti Atsungirire Kusuruvara, 7/1

Dzidza Pane Zvakakanganiswa nevaIsraeri, 2/15

Funga “Nezvokuguma” Kwacho, 9/1

Gara Uchiita “Zvinhu Zvinoita Kuti Pave Norugare,” 11/15

Ita Zvinoenderana Nezvaunokwanisa, 7/15

“Ivai Vatevedzeri vaMwari,” 10/1

Kuda Kuziva, 6/1

Kufara Pasinei Nokuodzwa Mwoyo, 3/1

Kugadzirisa Kusawirirana (mumhuri), 2/1

Kugadzirisa Zvinetso, 5/1

Kugutsikana Nokuva Amai, 2/1

Kukurukura Nevari Kuyaruka, 8/1

Kunyaradza Vane Chirwere Chisingarapiki, 5/1

Kuramba Wakazvipira Muimba Yako, 11/1

Kurera Vana Munyika Inobvumira Madiro, 4/1

Kuva Baba Vakanaka, 10/1

Kuva Nesimba Pasinei Nokusakwana Kwedu, 6/15

Kuzungurwa Segorosi, 1/15

Mabatiro Atinofanira Kuita Vamwe, 8/1

Nei Tichifanira Kuratidza Kuti Tinoonga? 8/1

Samueri Akaramba Achiita Zvakarurama, 8/1

Tevedzera Jesu—Namata Mwari Nenzira Yaanoda, 9/15

Tsvaka “Utsvene Pakutya Mwari,” 5/15

Une Godo Here? Vakoma vaJosefa Vaiva Naro, 10/1

Unoda Kuva Munhu Worudzii? 11/15

Uri Kuvakira Pajecha Kana Padombo? 11/1

Utsanana—Nei Huchikosha? 12/1

Vakaita Kuti Upenyu Hwavo Huve Nechinangwa, 1/15

Vaka Mhuri “Nemashoko Anofadza,” 1/1

Vanogara Kwavo Voga Asi Havana Kukanganwika (misha inotarisira vakwegura), 4/15

Wedzera Zivo Yakarurama, 9/15

Zvirongwa Zvinopindirana Nechinangwa chaMwari Here? 7/1

ZVAPUPU ZVAJEHOVHA

Bhaibheri Rinochinja Upenyu Hwevanhu, 8/1

“Handisati Ndambodiwa Zvakadai” (Dominican Republic), 3/1

‘Kana Wasvika Parwizi Runonzi Coco, Enda Kurudyi’ 9/1

Kugadzirira Kudzivirira Zvaunotenda (musikana anoenda kuchikoro), 6/15

Kugadzirisa Dambudziko Noungwaru (kupinda gungano reruwa), 6/15

Kuparadzira Mashoko Akanaka kuAndes, 3/15

Kuparidza Pamisika, 9/15

Kupedza Kudzidza kuGiriyedhi, 2/15, 8/15

Kurongwa Kwakaitwa Dare Rinodzora, 5/15

Kushumira Mwari ‘Nomwoyo Nomweya Mumwe’ (zvipo), 11/15

Kuvaka Kunoita Kuti Jehovha Arumbidzwe (Dzimba dzoUmambo dzokuMexico, Belize), 2/1

Kuvaverengi (nyaya itsva dzomuNharireyomurindi), 1/1

Magungano o“Kutungamirirwa Nomudzimu waMwari,” 3/1

Munhu Wose Anokokwa Nechinangwa (South Africa), 11/1

“Musikana muIsraeri” Wemazuva Ano, 6/1

Ndakadzidza Kuti Upenyu Hunokosha, 9/1

‘Ndichariverenga Manheru Ndakagara Pamoto,’ 6/1

Ndizvo Chete Zvichaponeswa Here? 11/1

Nei Zvisingaendi Kuhondo? 7/1

Nei Zvisingashandisi Muchinjikwa Pakunamata? 3/1

Nharireyomurindi Ichadzidzwa, 1/15

Shasha Yekarati Payakasiya Zvokurwa, 12/1

Solomon Islands Inowirwa Nenjodzi, 5/1

Urongwa Hunokosha Zvikuru Hwokuzoona Mumwe Munhu, 3/15

Vakaitirwa Chisimba Vakatsigirwa (Republic of Georgia), 3/1

Vanhu VechiMaya Vanowana Rusununguko Rwechokwadi, 12/1

Zvinoita Kuti Dzimba Dziparare Here? 11/1

Zvinoshandisa Testamende Yekare Here? 12/1

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe