RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w08 12/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:
  • Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
  • DZIMWEWO NYAYA:
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
w08 12/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

December 15, 2008

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:

February 2-8, 2009

Nei Uchifanira Kuramba Wakaperera?

PEJI 3

NZIYO DZICHAIMBWA: 10, 160

February 9-15, 2009

Ucharamba Wakaperera Here?

PEJI 7

NZIYO DZICHAIMBWA: 26, 29

February 16-22, 2009

Nzwisisa Uye Koshesa Basa raJesu Rinomusiyanisa Nevamwe Muchinangwa chaMwari

PEJI 12

NZIYO DZICHAIMBWA: 205, 105

February 23, 2009–March 1, 2009

Kutsunga Kupupura Kwazvo

PEJI 16

NZIYO DZICHAIMBWA: 6, 193

Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa

Nyaya Dzokudzidza 1, 2 MAPEJI 3-11

Kuva munhu akaperera kuita sei? Nei kuchikosha zvikuru? Tingaita sei kuti tive vakaperera uye tirambe takadaro? Zvinoita here kuti kana wambokundikana kuperera uzovazve munhu akaperera? Mhinduro dzemibvunzo iyi uchadziwana munyaya mbiri idzi.

Nyaya Yokudzidza 3 MAPEJI 12-16

Jesu ane basa rakasiyana nemamwe pakuzadziswa kwechinangwa chaMwari. Nyaya ino inoongorora mazita aJesu okuremekedza matanhatu. Mazita aya anoratidza kusiyana kwakaita Jesu nevamwe. Tichaonawo kuti tingatevedzera sei Jesu munzira yaakaita nayo basa rake rakasiyana nemamwe.

Nyaya Yokudzidza 4 MAPEJI 16-20

Kuongorora mashoko akaudzwa vakuru vokuEfeso nomuapostora Pauro, akanyorwa muna Mabasa chitsauko 20, kungatibatsira kuona kuti akakwanisa sei kupupura kwazvo. Tichawanawo zvidzidzo zvinobatsira zvokuti nei tichifanira kupupura kwazvo mashoko akanaka uye kuti tingazviita sei.

DZIMWEWO NYAYA:

Zvinyorwa Zvekare zveCuneiform Zvinotsigira Bhaibheri

PEJI 21

Ndakaona Boka raMwari Richiwedzera muKorea

PEJI 23

Shoko raJehovha Ibenyu​—⁠Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorwa naJohani naJudha

PEJI 27

Unoyeuka Here?

PEJI 30

Indekisi ya2008 Yenyaya dzeNharireyomurindi

PEJI 31

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

PEJI 32

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe