Zviri Mukati
November 15, 2008
Yokudzidza
NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:
January 5-11, 2009
PEJI 8
NZIYO DZICHAIMBWA: 47, 101
January 12-18, 2009
Vabatsirei Vasaverengera Kudzoka!
PEJI 12
NZIYO DZICHAIMBWA: 116, 184
January 19-25, 2009
Gara Uchishandisa Magwaro Pakuronga Nezvoutano Hwako
PEJI 23
NZIYO DZICHAIMBWA: 44, 182
January 26, 2009–February 1, 2009
“Rwisanai naDhiyabhorosi” Sezvakaita Jesu
PEJI 27
NZIYO DZICHAIMBWA: 174, 191
Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
Nyaya Dzokudzidza 1, 2 MAPEJI 8-16
Dzidza kuti vakuru nevamwewo vanhu vangaita sei kuti vabatsire hama dzakaneta dzakasiya boka raMwari. Nyaya idzi dzinotsanangura zvaungaita kuti ubatsire vaKristu vakaneta. Cherechedzawo kuti vaya vanenge vadzoka vangatarisira kubatwa sei.
Nyaya Yokudzidza 3 MAPEJI 23-27
Kuva nehanya noutano hwedu zviri pakati nepakati chinhu chiri muropa. Ndosaka Zvapupu zvaJehovha zvichibvuma kurapwa kuzvipatara uye nemimwewo mishonga. Asi zvinodawo kuva “nepfungwa dzakanaka,” kureva kuti kungwarira. (Tito 2:12) Chinopfuura zvose, tinofanira kungwarira utano hwedu pane zvokunamata uye kusimbisa ukama hwedu naMwari.
Nyaya Yokudzidza 4 MAPEJI 27-31
Dzidza kuti Jesu akatiratidza sei zvatinofanira kuita pakurwisana naDhiyabhorosi. Nyaya iyi inoratidza zvaiita kuti Mwari avimbe neMwanakomana wake. Inoratidza kubudirira kwakaita Jesu pakurwisana naSatani ichitiudza kuti isuwo tingazviite sei.
DZIMWEWO NYAYA:
PEJI 3
Kushumira Mwari ‘Nomwoyo Nomweya Mumwe’
PEJI 6
Gara Uchiita “Zvinhu Zvinoita Kuti Pave Norugare”
PEJI 17
Shoko raJehovha Ibenyu—Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba yaJakobho uye dzaPetro
PEJI 20
“Rwiyo Rwepagungwa”—Mupumburu Unoratidza Kuti Bhaibheri Harina Kumbomira Kukopwa
PEJI 32