RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w08 10/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:
  • Chinangwa Chenyaya Dzokudzidza
  • DZIMWEWO NYAYA:
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
w08 10/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

October 15, 2008

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:

December 1-7, 2008

‘Maziso aJehovha Anopenya’ Anoongorora Zvose

PEJI 3

NZIYO DZICHAIMBWA: 160, 34

December 8-14, 2008

Jehovha Anotitarira Kuti Zvitinakire

PEJI 7

NZIYO DZICHAIMBWA: 81, 80

December 15-21, 2008

Kupindura kwaJehovha Munyengetero Wemwoyo Wose

PEJI 12

NZIYO DZICHAIMBWA: 74, 90

December 22-28, 2008

Unotanga Iwe Kukudza Vamwe Here?

PEJI 21

NZIYO DZICHAIMBWA: 216, 155

December 29, 2008–January 4, 2009

Wakagadzirira Kurasikirwa Zvakadini Kuti Urarame?

PEJI 25

NZIYO DZICHAIMBWA: 177, 212

Chinangwa Chenyaya Dzokudzidza

Nyaya Dzokudzidza 1, 2 MAPEJI 3-11

Nyaya mbiri idzi dzinotivimbisa kuti Jehovha anonyatsoziva zvose zvinoitika kwatiri. Anokoshesa kutsungirira kwatinoita uye anoziva zvinotinetsa. Anoziva kushanda nesimba kwatinoita, uye hapana chinoitika kuvashumiri vake chaasingazivi. Kuziva izvozvo kunonyaradza zvikuru.

Nyaya Yokudzidza 3 MAPEJI 12-16

Vakawanda vedu tinoziva mashoko ePisarema 83:​18. Asi zvakadini nemashoko ePisarema racho rose? Nyaya ino inoratidza kuti Pisarema 83 rinokurudzira zvakasimba vaKristu mazuva ano.

Nyaya Yokudzidza 4 MAPEJI 21-25

Pauro akati: “Pakukudzana, tungamiriranai.” Zvinorevei kukudza vamwe? Ndiani anofanira kukudza vamwe, uye ndiani anofanira kukudzwa? MuBhaibheri mune mienzaniso ipi? Nyaya ino inoratidza mashandiro anoita mashoko aya.

Nyaya Yokudzidza 5 MAPEJI 25-29

Rimwe zuva Jesu akabvunza kuti: “Munhu achatsinhanisa mweya wake nechii?” Ungapindura sei mubvunzo iwoyo? Jesu aireva “mweya” upi? Upenyu hwako hunoratidzei nezvokukoshesa kwaunoita mweya wako? Nyaya ino ichakubatsira kunyatsofungisisa mubvunzo waJesu.

DZIMWEWO NYAYA:

“Zvechokwadi Iri Ndiro Zita raMwari Dzvene Uye Guru”

PEJI 16

“Jehovha Ndiye Simba Rangu”

PEJI 17

Shoko raJehovha Ibenyu​​—⁠Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa Tito, Firimoni, Uye VaHebheru

PEJI 30

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe