Peji 32
◼ Murwendo rwoupenyu, ungava sei nechokwadi chokuti inzira ipi yaungasarudza? Ona peji 8.
◼ Zvaidzidziswa naJesu zvakachengetedzwa sei zvakarurama pane zvakanyorwa? Ona peji 12.
◼ Mumwe munhu wokuUkraine aitaura chiGerman akaguma sei ava kuparidza mumusha muduku uri kuParaguay? Ona peji 19.
◼ Pane nzira here dzokuti pasi risarambe richiwedzera kupisa? Ona peji 26.