RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w08 7/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:
  • Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
  • DZIMWEWO NYAYA:
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
w08 7/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

July 15, 2008

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:

September 1-7, 2008

Ushumiri Hwepaimba Neimba​​—⁠Nei Huchikosha Iye Zvino?

PEJI 3

NZIYO DZICHAIMBWA: 32, 162

September 8-14, 2008

Kuita Ushumiri Hwepaimba Neimba Pasinei Nokuti Hwakaoma

PEJI 7

NZIYO DZICHAIMBWA: 53, 92

September 15-21, 2008

Ndi“Mwari Anoita Kuti Zvikure”!

PEJI 12

NZIYO DZICHAIMBWA: 133, 211

September 22-28, 2008

Hauzivi Kuti Zvichabudirira Kupi!

PEJI 17

NZIYO DZICHAIMBWA: 148, 192

Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa

Nyaya Dzokudzidza 1, 2 MAPEJI 3-11

Zvapupu zvaJehovha zvinozivikanwa munyika yose noushumiri hwazvo hwepaimba neimba. Nyaya mbiri idzi dzinokurukura kuti nei tichinyanya kushandisa nzira iyi yokuparidza uye kuti tinoramba sei tichiparidza paimba neimba pasinei nokuoma kwazvakaita.

Nyaya Dzokudzidza 3, 4 MAPEJI 12-21

Nyaya idzi dzinokurukura zvinosimbisa kutenda mifananidzo yaJesu mishanu. Dzimwe tsanangudzo dzacho dzinogadziridza manzwisisiro atanga tichiita mifananidzo iyi. Munyaya idzi, kudzidza kuti mifananidzo mishanu iyi inoratidza sei nzira dzakasiyana-siyana idzo kuparidza Umambo kunoita kuti vanhu vawedzere kuchasimbisa kuonga kwatinoita simba romudzimu waMwari.

DZIMWEWO NYAYA:

Takanga Tisingatyi​—⁠Jehovha Aiva Nesu

PEJI 22

Shoko raJehovha Ibenyu​—⁠Pfungwa Huru Dzinobva Mutsamba Dzakanyorerwa VaKorinde

PEJI 26

Ita Zvinoenderana Nezvaunokwanisa Kuti Ufare

PEJI 29

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe