Zviri Mukati
June 15, 2008
YOKUDZIDZA
NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:
August 4-10, 2008
PEJI 7
NZIYO DZICHAIMBWA: 139, 146
August 11-17, 2008
PEJI 11
NZIYO DZICHAIMBWA: 42, 54
August 18-24, 2008
PEJI 18
NZIYO DZICHAIMBWA: 47, 2
August 25-31, 2008
Ramba Uine “Rudo Rwawaiva Narwo Pakutanga”
PEJI 22
NZIYO DZICHAIMBWA: 201, 132
Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
Nyaya Dzokudzidza 1, 2 MAPEJI 7-15
Tinogona kuva nechokwadi chokuti Mwari anotida. Chimwe chinoratidza izvi ndechokuti anotaura zvinhu zvina zvinofanira kutizwa nevaKristu. Ndezvipi uye tingazvitiza sei? Saizvozvowo, Bhaibheri rinotaura zvinhu zvinomwe zvatinofanira kutiza. Ndezvipi uye tingazvitiza sei?
Nyaya Yokudzidza 3 MAPEJI 18-22
Kuda kuita zvinhu pasina anovaudza zvokuita kwakakurumbira chaizvo muvanhu vari munyika. Saka tingava sei nemaonero akanaka evane simba, kunyanya simba raJehovha? Nyaya ino ichatibatsira kuona kuti tingaita sei izvi uye kuti tingangwarira sei kuti tisava nepfungwa inokurudzirwa naSatani yokuda kuita zvinhu pasina anotiudza zvokuita.
Nyaya Yokudzidza 4 MAPEJI 22-26
Nyaya ino yokudzidza ichatibatsira kuti tiongorore kuti nei takagamuchira chokwadi tichibva tasvika pakuda Jehovha. Inopa mazano okuti munhu angasimbisazve sei kuda kwaaiita Jehovha nechokwadi sepakutanga kana rudo irworwo rwadzikira nokufamba kwemakore.
DZIMWEWO NYAYA:
Kuva Nesimba Pasinei Nokusakwana Kwedu
PEJI 3
Wakagadzirira Kudzivirira Zvaunotenda Here?
PEJI 16
PEJI 27
PEJI 28
Shoko raJehovha Ibenyu—Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba yokuvaRoma
PEJI 29
Kugadzirisa Dambudziko Noungwaru
PEJI 32