RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w08 2/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:
  • Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
  • DZIMWEWO NYAYA:
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
w08 2/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

February 15, 2008

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:

March 17-23, 2008

Ita Kuti Jehovha Ave Pamberi Pako Nguva Dzose

PEJI 3

NZIYO DZICHAIMBWA: 37, 26

March 24-30, 2008

Famba Munzira dzaJehovha

PEJI 7

NZIYO DZICHAIMBWA: 138, 57

March 31, 2008–April 6, 2008

Jesu Kristu​—⁠Mumishinari Mukuru

PEJI 12

NZIYO DZICHAIMBWA: 172, 72

April 7-13, 2008

Tevedzera Mumishinari Mukuru

PEJI 16

NZIYO DZICHAIMBWA: 211, 209

April 14-20, 2008

Kuvapo kwaKristu Kunorevei Kwauri?

PEJI 21

NZIYO DZICHAIMBWA: 168, 21

Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa

Nyaya Dzokudzidza 1, 2 MAPEJI 3-11

Kufungisisa nhoroondo dzeBhaibheri kunosimbisa kutenda kwedu. Kana tikaramba tichiita kuti Jehovha ave pamberi pedu, achapindura minyengetero yedu. Asi tinofanira kuteerera Mwari tichivimba naye nguva dzose. Kufamba munzira dzake kuchaita kuti tive vanhu vakavimbika, vanozvininipisa, vakashinga, uye vane hanya nevamwe.

Nyaya Dzokudzidza 3, 4 MAPEJI 12-20

Jesu Kristu aiva Mumishinari mukuru. Dzidza kuti akadzidziswa sei, aidzidzisa sei, uye kuti chii chaiita kuti vanhu vamude. Ona kuti tingatevedzera sei Jesu uye kuti tingadzidzisa sei nenzira inobaya mwoyo vanhu vatinozivisa mashoko akanaka.

Nyaya Yokudzidza 5 MAPEJI 21-25

Dzidza kuti nei zvinganzi kuvapo kwaKristu ndokwenguva yakati rebei. Ongorora uchapupu hweMagwaro hunoratidza vaya vanoumba ‘chizvarwa ichi’ chakataurwa naJesu. (Mat. 24:​34) Uye ona kuti nei tisingakwanisi kuverenga urefu hwenguva ‘yechizvarwa ichi?’

DZIMWEWO NYAYA:

Dzidza Pane Zvakakanganiswa nevaIsraeri

PEJI 26

Shoko raJehovha Ibenyu​—⁠Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raMako

PEJI 28

Vakapedza Kudzidza kuGiriyedhi Vanokurudzirwa “Kutanga Kuchera”

PEJI 31

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe