RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w08 1/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:
  • Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
  • DZIMWEWO NYAYA:
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
w08 1/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

January 15, 2008

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:

February 11-17, 2008

“Ramba Uchichenjerera Ushumiri Hwawakagamuchira munaShe”

PEJI 4

NZIYO DZICHAIMBWA: 193, 151

February 18-24, 2008

Chenjerera ‘Unyanzvi Hwako Hwokudzidzisa’

PEJI 8

NZIYO DZICHAIMBWA: 6, 123

February 25, 2008–March 2, 2008

‘Vaya Vane Mafungiro Akanaka’ Vari Kugamuchira Chokwadi

PEJI 13

NZIYO DZICHAIMBWA: 156, 133

March 3-9, 2008

Vanonzi Vakakodzera Kupiwa Umambo

PEJI 20

NZIYO DZICHAIMBWA: 195, 60

March 10-16, 2008

Vanonzi Vakakodzera Kutungamirirwa Kuzvitubu Zvemvura Youpenyu

PEJI 24

NZIYO DZICHAIMBWA: 99, 187

Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa

Nyaya Dzokudzidza 1-3 MAPEJI 4-17

Nyaya nhatu idzi dzokudzidza dzichasimbisa kutsunga kwako kuti urambe uchiita ushumiri hwechiKristu. Dzichakuyeuchidza kuti nei uchifanira kushingaira, dzokuratidza kuvandudza kwaungaita ‘unyanzvi hwako hwokudzidzisa,’ uye dzichakukurudzira dzichiratidza kuti vakawanda vachiri kugamuchira chokwadi chatinoparidza.

Nyaya Dzokudzidza 4, 5 MAPEJI 20-28

Nyaya mbiri idzi dzokudzidza dzinokurukura zvakadzama tariro ine vaKristu vechokwadi. Ungave uchitarisira kuva naKristu kumatenga kana kuti kurarama nokusingaperi pasi pano uchitongwa noUmambo, nyaya dzacho dzichasimbisa zvikuru kuonga kwaunoita mutsa waJehovha worudo uye uchenjeri hwake husingaperi.

DZIMWEWO NYAYA:

Nharireyomurindi Itsva Yokudzidza

PEJI 3

Vakaita Kuti Upenyu Hwavo Huve Nechinangwa​—⁠Ungadarowo Here?

PEJI 17

Shoko raJehovha Ibenyu​—⁠Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raMateu

PEJI 29

VaKristu Pavanozungurwa Segorosi

PEJI 32

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe