RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w04 12/15 p. 31
  • Indekisi Yemisoro YeNharireyomurindi Ya2004

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Indekisi Yemisoro YeNharireyomurindi Ya2004
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2004
  • Misoro Midiki
  • BHAIBHERI
  • DZIMWEWO NYAYA
  • JEHOVHA
  • JESU KRISTU
  • KARENDA
  • MIBVUNZO INOBVA KUVAVERENGI
  • NYAYA DZOKUDZIDZA
  • NYAYA DZOUPENYU
  • UPENYU UYE UNHU ZVECHIKRISTU
  • ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2004
w04 12/15 p. 31

Indekisi Yemisoro YeNharireyomurindi Ya2004

Pano pari kuratidza musi wemagazini inowanika nyaya yacho

BHAIBHERI

Complutensian Polyglot, 4/15

‘Mufambi Nechinangwa cheEvhangeri’ (G. Borrow), 8/15

Pfungwa Huru Dzinobva Muna Dheuteronomio, 9/15

Pfungwa Huru Dzinobva Muna Eksodho, 3/15

Pfungwa Huru Dzinobva Muna Genesi—I, 1/1

Pfungwa Huru Dzinobva Muna Genesi—II, 1/15

Pfungwa Huru Dzinobva Muna Joshua, 12/1

Pfungwa Huru Dzinobva Muna Numeri, 8/1

Pfungwa Huru Dzinobva Muna Revhitiko, 5/15

Upfumi hwaChester Beatty, 9/15

“Yakanaka Zvikuru” (Shanduro yeNyika Itsva), 12/1

DZIMWEWO NYAYA

666—Haisi Nhambawo Zvayo Inovhiringidza, 4/1

Chii Chinoita Kuti Upenyu Huve Nezvahunoreva Zvechokwadi? 8/1

Chikara Uye Chiratidzo Chacho, 4/1

Chitendero Ndicho Musimboti Wezvinetso? 2/15

Ehudhi, 3/15

Hurumende Yakanaka, 8/1

Hurumende yoUmambo Chinhu Chaichoicho, 8/1

Kapadhokiya, 7/15

Kunamata Kwechokwadi Nechihedheni Zvinopesana (Efeso), 12/15

Kunamata uye Kugara Kwako Zvakanaka, 2/1

Kunyengeterera Kubatsirwa Nengirozi? 4/1

Kuva Nechechi Here? 6/1

Kuwana Zano Rinobatsira, 8/15

Machechi Anogona Kubatsirwa Here? 3/1

Minyengetero Pane Zvaingachinja Here? 6/15

Mitambo Yekare, 5/1

Mufaro, 9/1

Munyengetero waShe, 9/15

“Mwari Wechokwadi Noupenyu Husingaperi” (1Jo 5:20), 10/15

Rebheka, 4/15

“Rimwe Remabasa Makuru Kwazvo Okugadzira” (Gungwa Resimbi Yakanyungudutswa), 1/15

Rugare rwokuWestphalia, 3/15

Tariro Yorugare, 1/1

Tsamba Kuna Noa, 7/1

Ungada Kurarama Nokusingaperi? 11/15

Unogona Kuvimba Nezvipikirwa Zvaani? 1/15

VaAnabaptist, 6/15

Vafundisi Vanofanira Kuparidza Zvematongerwe Enyika Here? 5/1

“Vakaenda Kupro Nechikepe,” 7/1

‘Vanyoro Ndivo Vachagara Nhaka Yenyika,’ 10/1

Vashumiri vaMwari Vakaita Semiti, 3/1

Vatungamiriri Vakanaka, 11/1

Zvigayo Zvinotiwanisa Zvokudya, 9/15

Zvinodiwa Pakunamata, 2/1

Zvinokosha Pakunamata, 10/15

JEHOVHA

Ane Hanya Nesu Here? 1/1

Ane Hanya Newe, 7/1

‘Kuda Kwenyu Ngakuitwe Panyika,’ 4/15

Kuita Kuti Mwari Afare? 5/15

Kuzvininipisa, 11/1

“Mabasa Enyu Mazhinji Sei!” 11/15

JESU KRISTU

Kuzvarwa Kunofanira Kuyeukwa, 12/15

Zvishamiso—Chokwadi Kana Kuti Kufungidzira? 7/15

KARENDA

“Mabasa Enyu Mazhinji Sei!” 11/15

“Miti yaJehovha Inoguta,” 1/15

“Mukuru Kupfuura Makomo” 3/15

‘Nzizi Dzinouchira,’ 5/15

‘Pfuma Yemakungwa,’ 9/15

‘Zhizha Nechando Hazvigumi,’ 7/15

MIBVUNZO INOBVA KUVAVERENGI

Chaifananidzirwa neJubheri, 7/15

Chii chakaitika, ndiani aiva pangozi? (Eks 4:24-26), 3/15

Hanameri aigona sei kutengesa munda kuna Jeremia? (Jer 32:7), 3/1

Judha akararirei nomunhu aiita sechifeve? (Ge 38:15), 1/15

‘Kweretesa usingatarisiri kudzorerwa’ (Ru 6:35), 10/15

Madhimoni kweMakore Ane Chiuru, 11/15

Makaro, 11/1

Mudzimu mutsvene unoshungurudzwa sei? (VaE 4:30), 5/15

Nei Jesu akarega Tomasi achimubata asi akarambira Mariya Magadharini, 12/1

Nei Mikari aiva neterafimi? (1Sa 19:13), 6/1

Nei varume vechiIsraeri vaikwanisa kuroora nhapwa, 9/15

Ngamera netsono chaizvoizvo here? (Mt 19:24; Mk 10:25; Ru 18:25), 5/15

Nhamba 144 000 iri sezvairi here? 9/1

Njiva yakawanepi shizha romuorivhi? (Ge 8:11), 2/15

Pauro akaputsikirwa nechikepe paMarita? 8/15

“Rudo rwakakwana” (1Jo 4:18), 10/1

‘Satani atowa kudenga’ (Ru 10:18), 8/1

VaIsraeri vakafa vaiva 23 000 kana 24 000? (1VaK 10:8; Nu 25:9), 4/1

“Vasingatendi” (2VaK 6:14), 7/1

Zvikamu zviduku zveropa, 6/15

NYAYA DZOKUDZIDZA

‘Chirevo chaJehovha’ Hachingakundikani, 7/15

“Dananai Zvikuru Kwazvo,” 10/1

‘Dzidzisai Kuchengeta Zvose Zvandakakurayirai,’ 7/1

Dzivisa Mudzimu Wenyika Iri Kuchinja, 4/1

‘Endai Muite Vadzidzi,’ 7/1

Famba Munzira Yokuvimbika, 12/1

‘Famba Nenyika,’ 10/15

“Inzwi Ravo Rakabudira Mupasi Rose,” 1/1

Ipai Mbiri Kuna Mwari “Nomuromo Mumwe,” 9/1

“Ishe, Tidzidzisei Kunyengetera” (Munyengetero Wokuenzanisira), 2/1

“Ita Basa roMuevhangeri,” 3/15

“Ita Ushumiri Hwako Kwazvo,” 3/15

Iva Akashinga saJeremia, 5/1

Jehovha Achatonga Vakaipa, 11/15

Jehovha Ane Rudo Rwokuvimbika Kwazvo, 1/15

Jehovha Anogovera Zvinodiwa Zuva Nezuva (Munyengetero Wokuenzanisira), 2/1

Jehovha Anozivisa Kukudzwa Kwake Kune Vanozvininipisa, 8/1

Jehovha Ndiye Mubatsiri Wedu, 12/15

Jehovha ‘Nhare Yedu Panguva Yokutambudzika,’ 8/15

Koshesa Chipo Chako Choupenyu Zvakakodzera, 6/15

Kuona Doro Zvakanaka, 12/1

Kuratidza Mutsa Munyika Ine Utsinye, 4/15

Kutarisira Vakwegura—Mutoro wechiKristu, 5/15

Kuva Nemaonero Akafanana neaKristu Oukuru, 8/1

Kuvengwa Pasina Chikonzero, 8/15

“Mamiriro Ezvinhu Enyika Ino Ari Kuchinja,” 2/1

‘Muranda Akatendeka’ Anokunda Muedzo! 3/1

“Muranda” Akatendeka Uye Akangwara, 3/1

Ndivanaani Vari Kupa Mbiri Kuna Mwari Nhasi? 10/1

Ngwarira “Inzwi Revaeni,” 9/1

Ngwarira Kunyengerwa, 2/15

“Nhumbi Dzose Dzokuzvidzivirira Nadzo Dzinobva Kuna Mwari,” 9/15

Paradhiso—Uchavamo Here? 10/15

“Rambai Muchiwana Simba munaShe,” 9/15

Ramba Une Tsika Dzakachena Nokuchengeta Mwoyo Wako, 2/15

Simbisanai, 5/1

Takaneta asi Hatisi Kupera Simba, 8/15

Taura Shoko raMwari Noushingi, 11/15

Tsvaka Jehovha, Muongorori Wemwoyo, 11/15

Tungamirirwa naMwari Mupenyu, 6/15

Ukuru hwaJehovha Hahunzvereki, 1/15

Unobvuma Kubatsirwa naJehovha Here? 12/15

Unofarira “Murayiro waJehovha” Here? 7/15

Vakakomborerwa Vaya Vanopa Mbiri Kuna Mwari, 6/1

Vakwegura—Nhengo Dzinokosha Dzoukama Hwedu hwechiKristu, 5/15

Vanhu vaMwari Vanofanira Kuda Mutsa, 4/15

Vanotambudzwa asi Vanofara, 11/1

Vashumiri vaJehovha Vanofara, 11/1

Vechiduku, Muri Kugadzirira Remangwana Here? 5/1

Vimba Nomudzimu waMwari Mukuchinja Kunoitika Muupenyu, 4/1

Vose Ngavazivise Kukudzwa kwaJehovha, 1/1

Zvinhu Zvakasikwa Zvinozivisa Mbiri yaMwari! 6/1

NYAYA DZOUPENYU

Dzidzo Youpenyu Hwose (H. Gluyas), 10/1

Kubuda Mumakomba Erima Kuenda kuSwiss Alps (L. Walther), 6/1

Kugutsikana Kunobva Kuna Mwari Kwakandisimbisa (I. Osueke), 3/1

Kuitirwa Mutsa Worudo Uye Kutarisirwa naJehovha (F. King), 2/1

Kunyange Ndaiva Bofu, Maziso Angu Akasvinudzwa! (E. Hauser), 5/1

Kuvimba Nokutarisira kwaJehovha (A. Denz Turpin), 12/1

Kuzvipira Kuduku, Zvikomborero Zvikuru (G. naA. Aljian), 4/1

Ndakakomborerwa Zvikuru Nepfungwa Youmishinari (T. Cooke), 1/1

Takararama Nesimba raJehovha (E. Haffner), 8/1

Takasarudza Zvakasimba Kutonga kwaMwari (M. Žobrák), 11/1

Upenyu Hunogutsa Hwokuzvibayira (M. naR. Szumiga), 9/1

Upenyu Hunogutsa Pasinei Nezvinoshungurudza (A. Hyde), 7/1

UPENYU UYE UNHU ZVECHIKRISTU

Abrahama naSara—Tevedzera Kutenda! 5/15

“Irwa Kurwa Kwakanaka Kwazvo Kwokutenda,” 2/15

Kudya kwaShe Kwemanheru, 3/15

Kudzidzisa Vana, 6/15

Kufunga Nezvomubayiro, 4/1

Kukurira Kusava Nechokwadi, 2/1

Kumirira, 10/1

Kuratidza Kwatinoita Kuda Mwari, 3/1

Kusava Nokwawakarerekera Kunotadzisa Rudo Here? 5/1

Kutsungirira Kuora Mwoyo, 9/1

Mamiriro Ezvinhu Anodzora Upenyu Hwako Here? 6/1

Nhaka Inofanira Kupiwa Vana, 9/1

Nyaradzo Nokuda Kwevanotambura, 2/15

“Tende Rowakarurama Richafara” (Zvir 14), 11/15

Vechiduku—Vabereki Ngavarinde Mwoyo! 10/15

‘Wakangwara Unoita Nokuziva’ (Zvir 13), 7/15

Zvakanaka Nezvakaipa—Unosarudza Sei? 12/1

Zvinangwa Zvokunamata, 7/15

ZVAPUPU ZVAJEHOVHA

‘Akatidzidzisa Kuremekedza Chitendero Chake’ (Italy), 6/15

Akaudza Vaanodzidza Navo Zvaanotenda (Poland), 10/1

Haasi Mahumbwewo Zvawo (vana), 10/1

Hana yakatendeseka (serura yakadzorerwa), 2/1

“Ipai Mbiri Kuna Mwari” Kokorodzano, 1/15

Kokorodzano “Famba naMwari,” 3/1

Kuita Zvakanaka Munguva Yokushayiwa, 6/1

Kuparidza Zvisina Kurongwa Mundima yeChirungu yeMexico, 4/15

Kupedza Kudzidza kuGiriyedhi, 6/15, 12/15

Kuungana “Pakati Penyika Yose” (Easter Island), 2/15

Kuvimbika uye Kutsiga (Poland), 10/15

Kuwana Vanhu Kumabasa Avo, 4/1

Kuwedzera, 3/1

Liberia, 4/1

Mufaro Wokupa (mipiro), 11/1

Tsamba Yakabva Kuna Alejandra (Mexico), 10/1

“Vakatambudzwa neNazi” Vanoyeukwa, 9/1

“Vanhu Vane Ushamwari” (Tonga), 12/15

‘Yambukirai Kuno Mutibatsire’ (Bolivia), 6/1

Zvizvarwa zvomuMexico, 8/15

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe