RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w03 12/15 p. 31
  • Indekisi Yemisoro yeNharireyomurindi ya2003

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Indekisi Yemisoro yeNharireyomurindi ya2003
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
  • Misoro Midiki
  • BHAIBHERI
  • DZAKASIYANA-SIYANA
  • JEHOVHA
  • JESU KRISTU
  • MIBVUNZO INOBVA KUVAVERENGI
  • NYAYA DZOUPENYU
  • NYAYA HURU DZOKUDZIDZA
  • UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU
  • ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
w03 12/15 p. 31

Indekisi Yemisoro yeNharireyomurindi ya2003

Pano pari kuratidza musi wemagazini inowanika nyaya yacho

BHAIBHERI

Bata Shoko Rechokwadi Zvakarurama, 1/1

Varume Vakaderera Vanoshandura (chiTahiti), 7/1

DZAKASIYANA-SIYANA

Alexander VI (papa), 6/15

Atari—Nzvimbo Mukunamata, 2/15

Bhaibheri Rinogona Kubatsira Imba, 9/15

Bharaki, 11/15

‘Chechi Yechokwadi’ Imwe Bedzi Here? 9/1

Chii Chakaitika Kwaari? (Nofi neNo), 7/1

Chinobatsira Varombo, 9/1

Chirangaridzo (Kudya Kwemanheru Kwokupedzisira, Kudya kwaShe Kwemanheru) 4/1

Eusebius—“Muvambi Wenhoroondo Yechechi Here”? 7/15

“Ivai Nehana Yakanaka,” 5/1

Jakobho, 10/15

Kuita Zvisarudzo, 10/15

‘Kukava Zvibayiso’ (Mab 26:14), 10/1

Kuona Basa Zvakanaka, 2/1

Kupiswa Kwerusenzi, 6/1

Kuroorana kwaBhoazi naRute, 4/15

Kutendeseka, 2/1

Martin Luther, 9/15

Masangano Anoyamura, 6/1

Migodhi, 12/1

Mufaro uye Kuchengeteka Pabasa, 2/1

Muonde, 5/15

Mutsa Une Rudo, 4/15

Ndiani Angagona Kuvimbwa Naye? 11/1

Nei Mwari Achibvumira Kutambura, 1/1

Nhoroondo yaNoa, 5/15

Paradhiso Pasi Pano, 11/15

‘Soromoni Haana Kushonga Serimwe Raaya,’ 6/1

Tatian—Aitsigira Kutenda Here Kana Kuti Akaramba Kutenda? 5/15

Tinoda Kubatsirwa Nevamwe Chaizvoizvo Here? 7/15

Ugarit—Guta Rekare, 7/15

Uipi Hwakunda Here? 1/15

Ungada Kuzoyeukwa Sei? 8/15

Urombo, 3/15, 8/1

Vakatsvaka Mugwagwa Wakamanikana (Unity of Brethren), 12/15

Zvatinogona Kudzidziswa Neshiri, 6/15

Zvinhu Zvinokosheswa Pakunamata, 4/15

JEHOVHA

Akakodzera Kuzivikanwa, 2/15

Ane Hanya Chaizvoizvo Here? 10/1

Ane Hanya Nevanhuwo Zvavo, 4/15

Anoona Zvaunoita Here? 5/1

Mibvunzo Yokubvunza Mwari, 5/1

Nei Uchifanira Kutenda Muna Mwari? 12/1

JESU KRISTU

Akafamba Pasi Pano Here? 6/15

Mhuri, 12/15

MIBVUNZO INOBVA KUVAVERENGI

Ezekieri akava mbeveve here? (Eze 24:27; 33:22), 12/1

Kubhabhatidzwa nokuda kwevakafa (1VaK 15:29, Bhaibheri Dzvene), 10/1

Kubhabhatidzwa paPendekosti ya33 C.E. kwakaratidza kuzvitsaurira here? 5/15

Kuda kwaMwari kwakatoitwa kudenga here? (Mt 6:10), 12/15

Kunzwa manzwi kunoreva kurwiswa nemadhimoni here? 5/1

Matombo omwedzi wawakazvarwa, 11/15

“Migove miviri” yomudzimu waEriya (2Madz 2:9), 11/1

MuKristu akazodzwa anorwara paasingagoni kupinda Chirangaridzo, 3/15

“Mumwe wedu” (Ge 3:22), 10/15

Mutemo webarika wakachinja here? 8/1

Nei uchifanira kuridza mhere kana wava mungozi yokubatwa chibharo? 2/1

Nei zvitsauko nendima zvomuMapisarema zvisingapindirani mushanduro dzakasiyana-siyana, 4/1

“Nguva Yose” (1VaK 11:25, 26), 1/1

‘Onai Murayiridzi,’ ‘inzwai shoko riri shure’ (Isa 30:20, 21), 2/15

Satani “ane simba rokuparira rufu” here? (VaH. 2:14), 7/1

Satani anoziva zviri mupfungwa here? 6/15

Unopika kuti uri kutaura chokwadi mudare here? 1/15

‘Upenyu mauri’ (Joh 5:26; 6:53), 9/15

Zvakaipa here kuuraya chipfuwo? 6/1

Zvipo zvomuchato, 9/1

NYAYA DZOUPENYU

Anofara Uyo Mwari Wake Ari Jehovha (T. Didur), 8/1

Aida Mutsa (M. Henschel), 8/15

Jehovha Anotitarisira Nguva Dzose (E. Mzanga), 9/1

Jehovha Anokweva Vanozvininipisa (A. Koshino), 10/1

Katsamba Kakachinja Upenyu Hwangu (I. Hochstenbach), 1/1

Kutsvaka Umambo Pakutanga—Upenyu Hwakachengeteka uye Hunofadza (J. Sunal), 3/1

Kushumira Vamwe Kunoderedza Kutambura (J. Arias), 7/1

Kudzidziswa naJehovha Kubva Pauduku (R. Abrahamson), 11/1

Kuedzwa Muchoto Chinopisa (P. Yannouris), 2/1

Mufaro Usina Unoenzana Nawo! (R. Wallwork), 6/1

“Ndichavigireiko Jehovha?” (M. Kerasinis), 12/1

Zvandakaitawo Mudzidzo yaMwari Pasi Pose (R. Nisbet), 4/1

NYAYA HURU DZOKUDZIDZA

‘Bata Shoko raMwari Zvakarurama,’ 11/15

Batsira Vamwe Kugamuchira Shoko roUmambo, 11/15

Edza Kuona Vamwe Sokuonekwa Kwavanoitwa naJehovha, 3/15

‘Fara Kwazvo Muna Jehovha,’ 12/1

Inzwa Zvinotaura Mudzimu! 5/15

Iva Akagadzirira Zuva raJehovha, 12/15

‘Ivai Norudo Pakati Penyu,’ 2/1

Iye Zvino Ramba Wakamuka Kupfuura Zvawati Wamboita! 1/1

Jehovha Anodei Kwatiri? (Mika), 8/15

Jehovha, Mwari Wechokwadi, 8/1

Kristu Anotaura Neungano, 5/15

Kudya kwaShe Kwemanheru Kunorevei Kwauri? 2/15

Kukurukurirana Zvinhu Zvomudzimu Kunovaka, 9/15

Kurinda Kwedu Kwava Kwokukurumidzira Zvikuru, 12/15

Kutambudzwa Nokuda Kwokururama, 10/1

Kutenda Kwako Kwakasimba Sei? 1/15

Kutevedzera Mwari Wechokwadi, 8/1

Kuti Uwane Mubayiro, Zvidzore! 10/15

Kutsungirira Miedzo Kunoita Kuti Jehovha Arumbidzwe, 10/1

“Musatya Kana Kuvhunduswa,” 6/1

“Mwari Rudo,” 7/1

Nei Tichichengeta Kudya kwaShe Kwemanheru? 2/15

Nei Tichifanira Kuramba Tichinyengetera? 9/15

Nyaradza Vanochema, 5/1

Nyaradzo Yechokwadi Ingawanikwa Kupi? 5/1

Paridza Kuti Uite Vadzidzi, 11/15

Rambai Makamira Muone Kuponesa kwaJehovha! 6/1

“Rambai Makarinda”! 1/1

‘Rambai Muchibereka Zvibereko Zvakawanda,’ 2/1

‘Rambai Muri Mushoko Rangu,’ 2/1

Ratidza “Unyoro Hwose Kuvanhu Vose,” 4/1

‘Shingai uye Simbai!’ 3/1

“Tarirai, Uyu Ndiye Mwari Wedu,” 7/1

Tevedzera Jehovha, Mwari Wedu Asingasaruri, 6/15

Tichafamba Muzita raJehovha Nokusingaperi! (Mika), 8/15

Tinofanira Kuona Sei Vanhu Zuva raJehovha Sezvarinoswedera Pedyo? 7/15

Tsvaka Zvakanaka Muvanhu Vose, 6/15

Une Kutenda Mumashoko Akanaka Zvechokwadi Here? 1/15

Uno“mirira” Here? 7/15

Unombobvunza Kuti ‘Jehovha Ari Kupi’ Here? 5/1

Unyoro—Unhu hwechiKristu Hunokosha, 4/1

Vakadzi Avo Vakaita Kuti Mwoyo waJehovha Ufare, 11/1

Vakadzi vechiKristu Vakatendeka—Vanamati vaMwari Vanokosha, 11/1

VaKristu Vokutanga Nomutemo waMosesi, 3/15

Vashumiri vaJehovha Vane Tariro Yechokwadi (Mika), 8/15

Vechiduku Vanofadza Mwoyo waJehovha, 4/15

Vechiduku—Jehovha Haasi Kuzokanganwa Basa Renyu! 4/15

Vimba naJehovha, 9/1

Vimba naJehovha Nomwoyo Wako Wose, 3/1

Vimba naJehovha Zvakakwana Munguva Dzokutambudzika, 9/1

Wedzerai Pazivo Yenyu Kuzvidzora, 10/15

“Zviratidzei Kuti Munoonga,” 12/1

UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU

Dzidza Kuva Norupo, 11/1

Funga Zvakanaka—Ita Nokuchenjera, 7/15

Jehovha Anoona Zvaunoita Here? 5/1

Koshesa Vakwegura, 9/1

“Kudzidzisa Kwowakachenjera” (Zvi 13), 9/15

Kungwarira, 8/1

Kunzwisisa Chinangwa Chokuranga, 10/1

Kupa Kunofadza Mwari, 6/1

Kushandisa Zvakanaka Kuchinja Kwemamiriro Ezvinhu, 3/1

Kutsvaka Jehovha Nomwoyo Wose, 8/15

“Makagamuchira Pachena, Ipai Pachena,” 8/1

‘Miromo Inotaura Chokwadi’ (Zvi 12), 3/15

‘Munhu Akanaka Anowana Nyasha Kuna Mwari’ (Zvi 12), 1/15

“Musasungwa Zvisina Kufanira Pajoko,” 10/15

Mwana Wangu Anofanira Kuenda Kuchikoro Here? 3/15

Nzira Yokugutsikana, 6/1

Pwere, Fambai Zvakafanira Jehovha, 10/15

Ramba Wakasimba, 5/15

Rudo, 7/1

Rumbidza Jehovha ‘Pakati Peungano,’ 9/1

‘Shingai! Ini Ndakakunda Nyika,’ 3/15

Unoda Murayiro weBhaibheri Nguva Dzose Here? 12/1

Usarega Mwoyo Womwana Wako Uchingozvikurirawo Zvawo Usina Nhungamiro! 2/15

Vechiduku—Muri Kufambira Mberi Mune Zvokunamata Here? 4/1

ZVAPUPU ZVAJEHOVHA

“Akagadzirira Basa Rose Rakanaka,” 12/1

Asati Adzidza Bhaibheri uye Azoridzidza, 1/15, 3/15, 5/15, 7/15, 9/15, 11/15

Boka Romutauro Wakasiyana Nemimwe (Korea), 6/15

Brazil (munda wematsi), 2/1

Czech Republic, 8/1

Dare Repamusoro Rinotsigira Kunamata Kwechokwadi (Armenia), 4/1

France, 12/1

Karenda, 11/15

Kokorodzano dze“Vazivisi voUmambo Vanoshingaira,” 1/15

Kokorodzano Dzinoti “Ipai Mbiri Kuna Mwari,” 3/1

Kubatsirwa Pakuchengeta Utsvene Hweropa (Philippines), 5/1

Kunamata Kwechokwadi Kunobatanidza Mhuri, 8/15

Kuparidza Kusingakanganwiki (Mexico), 4/15

Kupedza Kudzidza kuGiriyedhi, 6/15, 12/15

Kutambudzwa, 3/1

Kutsungirira Kwakawana Mubayiro, 1/1

Poland, 10/1

‘Rakazadzisa Nzvimbo Yakanga Isina Chinhu’ (bhuku raSwedera Pedyo naJehovha), 7/1

São Tomé nePríncipe, 10/15

Ukraine, 10/1

“Upenyu Hwakanaka!” 1/1

Upenyu Mumusasa Wevapoteri (Tanzania), 2/15

Vashumiri Vomunyika Dzose (Mexico), 5/1

Vhidhiyo Yakagadzirirwa Kusvika Pamwoyo Yepwere, 7/1

Zvakaurayiwa, Zvinoyeukwa (Hungary), 1/15

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe