RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w96 3/15 p. 32
  • Chiitiko Chausingafaniri Kupotsa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chiitiko Chausingafaniri Kupotsa
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1996
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1996
w96 3/15 p. 32

Chiitiko Chausingafaniri Kupotsa

“Chipo chose chakanaka nechipiwa chose chakakwana” chinobva kuna Mwari, Baba vedu vokudenga. (Jakobho 1:17) Chipo chikurusa icho Mwari akapa kurudzi rwomunhu rwakatadza igadziriro yokudzokera kwavo kupfurikidza neMwanakomana wake akaberekwa ari mumwe bedzi, Jesu Kristu. Rufu rwaJesu soMudzikinuri wedu runoita kuti upenyu husingaperi hubvire muparadhiso yapasi. Pana Ruka 22:19, tinorayirwa kuyeuka rufu rwake.

Zvapupu zvaJehovha zvinokukoka noushamwari kuzogoverana nazvo kuteerera murayiro waJesu. Uku kuchengeta kwegore negore kuchaitika pashure pokunyura kwezuva pamusi unowirirana naNisani 14 pakarenda romwedzi womudenga reBhaibheri, uyo uchava Chipiri, April 2, 1996. Nyora uyu musi kuti ugorega kuukanganwa. Zvapupu zvaJehovha zviri munharaunda yenyu zvinogona kukuudza nzvimbo chaiyoiyo yokusongana nenguva.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe