Ungagamuchira Shanyo Here?
Kunyange munyika ino yatambudzika, unogona kuwana mufarwa unobva muzivo yakarurama yeBhaibheri yaMwari, Umambo hwake, uye chinangwa chake chinoshamisa nokuda kworudzi rwomunhu. Kana ungagamuchira mamwe mashoko kana ungada kuti mumwe munhu ashanye kuzokuitisa fundo yeBhaibheri yapamusha yapachena, tapota nyorera Watch Tower, 35 Fife Avenue, Harare, Zimbabwe, kana kero yakafanira yakarongwa papeji 2.