RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w93 4/1 p. 32
  • Chinoitika Chinokosha Zvikurusa Munhau

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chinoitika Chinokosha Zvikurusa Munhau
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1993
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1993
w93 4/1 p. 32

Chinoitika Chinokosha Zvikurusa Munhau

Neiko? Chinoitika chacho rwakanga rwuri rufu rwaJesu Kristu.

Rwakabatira kureverera uchangamire hwaMwari ndokubvumikisa kuti munhu aigona kuchengeta perero yakakwana kuna Mwari. Rwakazarurira rudzi rwomunhu kariro yokuwana upenyu husingaperi mumigariro yeparadhiso. Jesu amene akavamba chirangaridzo chorufu rwake pausiku asati afa.

Chakanga chiri chinoitika chakapfava. Mukati macho, Jesu akaudza vadzidzi vake, kuti: “Rambai muchiita ikoku mukundirangarira.” (Ruka 22:19, 20, NW) Uchayeuka here? Zvapupu zvaJehovha zvinokukoka kuzvikumbanira mukuchengeta ichi chinoitika chinokosha zvikurusa munhau. Gore rino musi wacho Chipiri, April 6, pashure pokuvira kwezuva.

Tapota nzvera paHoro yoUmambo iri pedyo newe nokuda kwenguva nenzvimbo chaizvoizvo. Hapana mipiro ichatorwa, uye vashanyi vanokumbirwa kuteerera hurukuro inoraidza ndokucherechedza miitiro yakapfava.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe