RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w88 8/15 p. 32
  • Ivo Vakashamiswa Nokundiona Ndichiarava

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ivo Vakashamiswa Nokundiona Ndichiarava
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1988
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1988
w88 8/15 p. 32

Ivo Vakashamiswa Nokundiona Ndichiarava

IMWE pwere yokuPhilippines, inonyora, ichiti: “Ndiri mudzidzi wegore rokutanga wapachikoro chakakwirira nomuKaturike anoshingaira. Apo shamwari yakandisuma kuna Mukai! neNharireyomurindi, ndakazvigamuchira. Ndinozviwana zvichifadza zvikuru kunyange zvazvo zvichibudiswa neZvapupu zvaJehovha. Sezvandakazvirava mukirasi medu, womukirasi biyangu vakashamiswa, sezvo ndiri muKaturike. Ndakapa vomukirasi biyangu imwe, uye ivo vakaidawo. Magazini yacho yakasvikawo mudzidzisi wangu worudzidziso, uye uyu mudzidzisi akaratidza fariro, sezvo yakabata nezvinetso zvetsika zvanhasi. Ndinokarira kuti muchapfuuridzira uku kutsikirira.”

Iwewo uchawana aya magazini kuva anobetsera zvikuru mukudzidza nheyo dzeBhaibheri. Unogona kuita kuti aunzwe kumusha kwako kupfurikidza nokuzadza ndokuposita kopani inotevera. $16 bedzi.

Ndapota tumirai kuzvinyoresa kwegore rimwe kweNharireyomurindi naMukai! muchiNgezi. Ndinopfigira $16.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe