RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w88 7/1 p. 32
  • Betsero Mukusarudza Shamwari

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Betsero Mukusarudza Shamwari
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1988
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1988
w88 7/1 p. 32

Betsero Mukusarudza Shamwari

Ungagona kushandisa dzimwe here? Pwere dzinotarisana nezvisarudzo zvakakomba zvakawanda dzichikura munguva dzino dzinotambudza. Mumwe musikana muduku weBritain anonyora pamusoro pebetsero yakagoverwa naUpwere Hwako—Kuwana Zvakanakisisa Mahuri:

“Ndine chokwadi chokuti ibhuku rakanakisisa rati ranyorerwa vana. Ndina makore 13 okukura, uye rakandibetsera nezvinhu zvakawanda, zvakadai sokuti ‘Kufundirei Muchikoro?,’ ‘Ko Iwe Unopedza Here Icho Iwe Unotanga?,’ uye ‘Ko Iwe Unoda Rudzii Rweshamwari?’ Ndakava nezvinetso zvokusarudza shamwari, uye iyi ganhuro yakandibetsera chaizvoizvo. Ndinokuongai nokuda kweiri bhuku rinoshamisa zvirokwazvo.”

Iwewo unogona kuva neiri bhuku, iro rinorangarira mibvunzo iri pamusoro apa nemimwe yakawanda, kupfurikidza nokuzadza ndokuposita kopani inotevera. $1,60 bedzi.

Ndapota tumirai, muchiripira mari yokuposita, bhuku rine mapeji 192, rine butiro rakasimba Upwere Hwako—Kuwana Zvakanakisisa Mahuri. Ndinopfigira $1,60.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe