RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w88 2/15 p. 32
  • “Makopi Eshamwari Dzangu”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Makopi Eshamwari Dzangu”
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1988
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1988
w88 2/15 p. 32

“Makopi Eshamwari Dzangu”

Nemhaka yokuti vakafarikanya bhuku raKuita Kuti Upenyu Hwenyu Hwemhuri Hufadze zvikuru kwazvo, vazhinji vakagoverana makopi navamwe. Somuenzaniso, mumwe munhu wokuIndiana, U.S.A., anonyora kuti:

“Ndingada kukutendai pamusoro pebhuku rinoshamisa randichangobva kurava, Kuita Kuti Upenyu Hwenyu Hwemhuri Hufadze. Ibhuku rakasanonyorwa nerinonzwisiswa nyore nyore uye vanhu vedu vaduku pamwe chete navakuru vangabetserwa nokurirava.

“Ndingada makopi omuraudzo eshamwari dzangu, uye ndingadawo kushandisa bhuku racho sechipo chomuchato.

“Ndiri worudzidziso rweNazarene . . . uye ndingasaonga zvinhu, kunze kwebhuku, rinonditumirwa . . . Kana kungandibvirira kutenga makopi gumi ebhuku pamutengo une mufungo, ndingaonga kunzwa kwamuri.”

Zvichida iwe unonzwa pamusoro pebhuku reMhuri zvikuru sezvinoita uyu munhu. Unoziva here mumwe munhu waungada kurigoverana naye? Waregerereiko kutumira munhu iyeyo kopi yechipo? Unogona kuita saizvozvo nokungozadza nokuposita kopani inotevera, uchipfigira $1,60 nekopani yacho.

Ndapota nditumirei, muchiripira mari yokuposita, bhuku rine butiro rakasimba, rine mapeji 192 Kuita Kuti Upenyu Hwenyu Hwemhuri Hufadze pamwe chete netsamba inotsanangura kuti chipo chinobva kuna Ndinopfigira $1,60.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe