RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • CA-brpgm26 p. 4
  • Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
  • Purogiramu yeGungano Redunhu Nemumiririri Webazi ra2025-2026
  • Mashoko Akafanana
  • Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
    Purogiramu yeGungano Redunhu reZvapupu zvaJehovha Nemutariri Wedunhu ra2025-2026
  • Tingaita Sei Zvisarudzo Zvinoratidza Kuti Tinovimba naJehovha?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Maka Chidzidzo Chaunenge Waita
    Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa
  • Zvininipise Uchibvuma Kuti Pane Zvimwe Zvinhu Zvausingazivi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2025
Ona Zvimwe
Purogiramu yeGungano Redunhu Nemumiririri Webazi ra2025-2026
CA-brpgm26 p. 4

Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi:

  1. 1. Tingaitei kuti ‘tinzwe zvinotaurwa nemweya’? (Zvak. 1:​3, 10, 11; 3:19)

  2. 2. Chii chichatibatsira kuti tirambe tichishanda nesimba uye tichitsungirira? (Zvak. 2:4)

  3. 3. Zvii zvatingaita kuti tigadzirire kuzotsungirira kutambudzwa? (Zvir. 29:25; Zvak. 2:​10, 11)

  4. 4. Tingaitei kuti tirambe tichitenda muna Jesu? (Zvak. 2:​12-16)

  5. 5. Tingaramba sei takabatisisa zvatiinazvo? (Zvak. 2:​24, 25; 3:​1-3, 7, 8, 10, 11)

  6. 6. Chii chichatibatsira kuti tirambe tichishingaira? (Zvak. 3:​14-19; Mat. 6:​25-27, 31-33)

© 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania

CA-brpgm26-CA

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe