RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 160
  • “Mashoko Akanaka”!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Mashoko Akanaka”!
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Ngatiparidze Aya Mashoko Akanaka oUmambo!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Ku“uya Namashoko Akanaka Ezvinhu Zvakanaka”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
  • Paridza “Aya Mashoko Akanaka oUmambo”!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Evhangeri Inogona Sei Kukubetsera?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1992
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 160

RWIYO 160

“Mashoko Akanaka”!

Rakaprindwa

(Ruka 2:10)

  1. 1. Jehovha ngaakudzwe—

    Ngaarumbidzwe—

    Chiedza chasvika munyika.

    Achanyaradza,

    Vese vanochema!

    (KORASI)

    Mashoko aya,—

    Anotifadza—

    Jesu Chiedza!

    Mashoko aya,

    Toazivisa—

    Kristu azvarwa—

    Nzira, neupenyu.

  2. 2. Jesu otiponesa

    Panhamo dzese

    Achatonga zvakarurama

    Umambo hwake

    Hahuzomboperi.

    (KORASI)

    Mashoko aya,—

    Anotifadza—

    Jesu Chiedza!

    Mashoko aya,

    Toazivisa—

    Kristu azvarwa—

    Nzira, neupenyu.

    (KORASI)

    Mashoko aya,—

    Anotifadza—

    Jesu Chiedza!

    Mashoko aya,

    Toazivisa—

    Kristu azvarwa—

    Nzira, neupenyu.

(Onawo Mt 24:14; Joh 8:12; 14:6; Isa 32:1; 61:2.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe