RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 158
  • “Harinonoki!”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Harinonoki!”
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Une Chido Chekumirira Nemwoyo Murefu Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
  • Dzidza Pakushivirira kwaJehovha naJesu
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Ramba Uine Mwoyo Murefu
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
  • Unogona Kushandisa Shiviriro Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1994
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 158

RWIYO 158

“Harinonoki!”

Rakaprindwa

(Habhakuki 2:3)

  1. 1. Zvamakasika, zvinoshamisa.

    Zvotidzidzisa nezvekumirira.

    Nyika yaora, asi hatityi.

    Ichava itsva panguva chaiyo.

    (KORASI)

    Baba, tamirira nemwoyo murefu,

    Kuona paradhiso.

    Tishingiseiwo, tisaora mwoyo.

    Zuva renyu rasvika,

    ‘Harinonoki!’

  2. 2. Baba tasuwa vakafa vedu.

    Muchashevedza vokupindurai.

    Munovasuwa, muchavamutsa.

    Tizadzeiwo nemwoyo murefu.

    (KORASI)

    Baba, tamirira nemwoyo murefu,

    Kuona paradhiso.

    Tishingiseiwo, tisaora mwoyo.

    Zuva renyu rasvika,

    ‘Harinonoki!’

  3. 3. Muri kutsvaga, vanhu vasara.

    Movapa mukana wekuti vapone.

    Toshanda nemi, tovadzidzisa.

    Tibatsirei, tivanzwire tsitsi.

    (KORASI)

    Baba, tamirira nemwoyo murefu,

    Kuona paradhiso.

    Tishingiseiwo, tisaora mwoyo.

    Zuva renyu rasvika,

    ‘Harinonoki!’

    Baba, takamirira!

(Onawo VaK. 1:11.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe