RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 157
  • Rugare Rwazouya!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rugare Rwazouya!
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Upenyu Husingaperi—Pakupedzisira!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Upenyu Husina Mugumo—Pakupedzisira!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Upenyu Husingaperi—Pakupedzisira!
    Imbirai Jehovha
  • Ndinoda Kutungamirirwa naMwari
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 157

RWIYO 157

Rugare Rwazouya!

Rakaprindwa

(Mapisarema 29:11)

  1. 1. Kunze kwavhuvhuta,

    Dutu rarova,

    Tine rugare rwaMwari.

    Nyange zviome

    Toona chiedza,

    Tinofamba nekutenda.

    (KORASI)

    Onai rugare

    Rwazadza nyika,

    Nekusingaperi.

    Mumapani mese

    Nemumakomo,

    Umambo hwaunza

    Rugare.

  2. 2. Tichabatanidzwa

    Tova vamwe,

    Kudenga nenyika yese.

    Tiine rugare

    Rusingayereki,

    Hapasisina chekutya.

    (KORASI)

    Onai rugare

    Rwazadza nyika,

    Nekusingaperi.

    Mumapani mese

    Nemumakomo,

    Umambo hwaunza

    Rugare.

    (KORASI)

    Onai rugare

    Rwazadza nyika,

    Nekusingaperi.

    Mumapani mese

    Nemumakomo,

    Umambo hwaunza

    (KORASI)

    Onai rugare

    Rwazadza nyika,

    Nekusingaperi.

    Mumapani mese

    Nemumakomo,

    Umambo hwaunza

    Rugare,

    Rugare!

(Onawo Pis. 72:1-7; Isa. 2:4; VaR. 16:20)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe