Kavha/Peji Yevabudisi
Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
“Vaya vanotsvaga Jehovha vachamurumbidza. Nakidzwai neupenyu nekusingaperi.”—Pisarema 22:26.
Photo Credits: Page 15: Image © Homo Cosmicos/Shutterstock; page 17: NASA, ESA and the Hubble Heritage Team (STScI/AURA)-ESA/Hubble Collaboration. Licensed under CC BY 4.0 (http://creativecommons.org/licenses/by/4.0/). Source: https://esahubble.org/images/heic0702a/; page 56: Photo by US Signal Corps/The LIFE Picture Collection via Getty Images; page 76: Château de Versailles, France/Bridgeman Images; pages 103 and 131: Based on NASA/Visible Earth imagery; page 163: © SINGLECELL ANIMATION LLC/Science Source; page 183: Daniel Osterkamp/Moment/Getty Images
Magwaro ari mubhuku rino anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
Mabhuku ese nemavhidhiyo anotaurwa mubhuku rino akabudiswa neZvapupu zvaJehovha.
Bhuku rino haritengeswi. Rimwe remabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Kana uchida kupa chipo chako, enda pawebsite inonzi donate.jw.org
Shona (lff-CA)
Rakadhindwa muna October 2025
© 2021 WATCH TOWER BIBLE AND TRACT SOCIETY OF PENNSYLVANIA