RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • lff chik. 2
  • Mavhidhiyo Nemabhuku zveChikamu 2

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mavhidhiyo Nemabhuku zveChikamu 2
  • Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
  • Mashoko Akafanana
  • Mavhidhiyo Nemabhuku zveChikamu 1
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
  • Mavhidhiyo Nemabhuku zveChikamu 3
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
  • Mavhidhiyo Nemabhuku zveChikamu 4
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
  • Mavhidhiyo Nemabhuku
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Zvidzidzo Zvekutanga Zvekosi yeBhaibheri
Ona Zvimwe
Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
lff chik. 2

Mavhidhiyo Nemabhuku zveChikamu 2

  1. 13 Zvitendero Zvenhema Zvinoita Kuti Mwari Aonekwe Zvisiri Izvo

  2. 14 Tingaita Sei Kuti Kunamata Kwedu Kufadze Mwari?

  3. 15 Jesu Ndiani?

  4. 16 Jesu Aiitei Paakanga Ari Pasi Pano?

  5. 17 Jesu Munhu Akaita Sei?

  6. 18 Ungaziva Sei vaKristu Vechokwadi?

  7. 19 Zvapupu zvaJehovha vaKristu Vechokwadi Here?

  8. 20 Marongerwo Akaitwa Ungano

  9. 21 Mashoko Akanaka Ari Kuparidzwa Sei?

  10. 22 Ungaudze Sei Vamwe Mashoko Akanaka?

  11. 23 Kubhabhatidzwa Idanho Rinokosha

  12. 24 Chii Chinonzi Ngirozi Uye Dzinoita Basa Rei?

  13. 25 Mwari Akatisika Aine Chinangwa Chei?

  14. 26 Seiko Panyika Pachiitika Zvakaipa Uye Vanhu Vachitambura?

  15. 27 Rufu rwaJesu Rwunotiponesa Sei?

  16. 28 Ratidza Kuti Unotenda Zvawakaitirwa naJehovha naJesu

  17. 29 Chii Chinoitika Kwatiri Patinofa?

  18. 30 Hama Neshamwari Dzako Dzakafa Dzinogona Kuraramazve!

  19. 31 Chii Chinonzi Umambo hwaMwari?

  20. 32 Umambo hwaMwari Hwava Kutonga!

  21. 33 Zvichaitwa neUmambo

13 Zvitendero Zvenhema Zvinoita Kuti Mwari Aonekwe Zvisiri Izvo

Mwari Anogamuchira Manamatiro Ese Here?—Chidimbu (3:22)

Zvakaitwa Nemachechi muHondo Yenyika II (2:22)

WEDZERA PANE ZVAWADZIDZA

“Ichokwadi Here Kuti Machechi Ose Anogamuchirwa naMwari?” (Nyaya iri paIndaneti)

“Zvine Basa Here Kuti Munhu Ave Nechechi Yaanopinda?” (Nyaya iri paIndaneti)

“Chakaita Kuti Mupristi Asiye Chechi Yake” (Mukai!, February 2015)

“Nhema Dzinoita Kuti Vanhu Vasada Mwari” (Nharireyomurindi, November 1, 2013)

14 Tingaita Sei Kuti Kunamata Kwedu Kufadze Mwari?

Mwari Anoda Here Kuti Tishandise Mifananidzo Pakunamata? (3:26)

Chokwadi Chakamusunungura (5:16)

WEDZERA PANE ZVAWADZIDZA

“Bhaibheri Rinochinja Upenyu” (Nharireyomurindi, July 1, 2011)

“Rumbidza Jehovha Muungano” (Nharireyomurindi, January 2019)

Jehovha Akandibatsira (3:07)

“Sei Zvapupu zvaJehovha Zvisingashandisi Muchinjikwa?” (Nyaya iri paIndaneti)

15 Jesu Ndiani?

Jesu Kristu ndiMwari Here? (3:22)

Jesu Anozadzisa Uprofita (3:03)

‘Chokwadi Mwari Akamuita Ishe Uye Kristu’—Chikamu I (35:24)

WEDZERA PANE ZVAWADZIDZA

“Jesu Ndiye Mesiya Anotaurwa Muuprofita Here?” (Nyaya iri paIndaneti)

“Nei Jesu Achinzi Mwanakomana waMwari?” (Nyaya iri paIndaneti)

“Jesu Ndimwari Here?” (Nharireyomurindi, April 1, 2009)

“A Jewish Woman Explains Why She Reexamined Her Faith” (Awake!, May 2013)

16 Jesu Aiitei Paakanga Ari Pasi Pano?

Mukadzi Airwara Anorapwa (5:10)

‘Chokwadi Mwari Akamuita Ishe Uye Kristu’—Chikamu II (35:06)

WEDZERA PANE ZVAWADZIDZA

“Umambo hwaMwari—Kukosha Kwahunoita Kuna Jesu” (Nharireyomurindi, October 1, 2014)

“Zvishamiso zvaJesu—Ungadzidzei?” (Nharireyomurindi, July 15, 2004)

“Ndairarama Ndichingozvifunga Ini Pachangu” (Nharireyomurindi, October 1, 2014)

“Upenyu hwaJesu Panyika” (Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, Mashoko Ekuwedzera A7)

17 Jesu Munhu Akaita Sei?

“Kupa Kune Mufaro Kupfuura Kugamuchira”—Chidimbu (4:00)

WEDZERA PANE ZVAWADZIDZA

“Kuti Ukwanise Kutevedzera Jesu Unofanira . . .” (Jesu—Nzira Nechokwadi Neupenyu, peji 317)

“Nei Tichifanira Kunyengetera Muzita raJesu?” (Nharireyomurindi, February 1, 2008)

“Jesu Aitaridzika Sei?” (Nyaya iri paIndaneti)

“Mwari Ane Hanya Nevanhukadzi Uye Anovaremekedza” (Nharireyomurindi, September 1, 2012)

18 Ungaziva Sei vaKristu Vechokwadi?

Kupinda Kwedzidziso Dzenhema muchiKristu (5:11)

Zvechechi Ndakanga Ndisingachadi Kuzvinzwa (5:20)

Akaisa Upenyu Hwake Pangozi (2:55)

WEDZERA PANE ZVAWADZIDZA

Zvapupu zvaJehovha—Tiri Vanhu Vakaita Sei? (1:13)

“Vaipindura Mibvunzo Yose Vachishandisa Bhaibheri!” (Nharireyomurindi, April 1, 2014)

Kubatsira Vatinonamata Navo Panoitika Njodzi—Chidimbu (3:57)

“Tingaziva Sei vaKristu Vechokwadi?” (Nharireyomurindi, March 1, 2012)

19 Zvapupu zvaJehovha vaKristu Vechokwadi Here?

Kuwanazve Chokwadi (7:45)

Zita Rinotsanangura Zvatiri (2:40)

KuHaiti Kwakaitika Hurricane Matthew (5:29)

WEDZERA PANE ZVAWADZIDZA

Jehovah’s Witnesses—Faith in Action, Part 1: Out of Darkness (1:00:53)

Vanhu vaMwari Vanokudza Zita Rake (7:08)

“Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa Pamusoro peZvapupu zvaJehovha” (nyaya dziri paIndanet)

“Upenyu Hwangu Hwaibva Pakuipa Huchienda Pakuipisisa” (Nharireyomurindi, July 1, 2015)

20 Marongerwo Akaitwa Ungano

Vakuru Vanobatsira Panoitika Kudengenyeka Kwenyika kuNepal (4:56)

Vakuru, Tungamirirai! (7:39)

WEDZERA PANE ZVAWADZIDZA

Kusimbisa Hama Panguva Yairambidzwa Basa Redu (4:22)

Kushanda Semutariri Wedunhu Kumaruwa (4:51)

“Vanhukadzi Vanodzidzisawo Here Musangano reZvapupu zvaJehovha?” (Nharireyomurindi, September 1, 2012)

“Vakuru vechiKristu—‘Vanoshanda Pamwe Nesu Kuti Tifare’” (Nharireyomurindi, January 15, 2013)

21 Mashoko Akanaka Ari Kuparidzwa Sei?

Kuparidza“Kurutivi Ruri Kure Kwazvo Rwenyika” (7:33)

Kurwira Kodzero Yekuparidza Mashoko Akanaka (2:28)

WEDZERA PANE ZVAWADZIDZA

Kuparidza Munzvimbo Dzinopfuura Nevakawanda muParis (5:11)

Kupedza Nyota Ine Vapoteri Pane Zvekunamata (5:59)

Ndinofara Kuti Ndakasarudza Basa Iri (6:29)

“Vaparidzi voUmambo Vanoendesa Nyaya Dzavo Kumatare” (Umambo hwaMwari Huri Kutonga!, chitsauko  13)

22 Ungaudze Sei Vamwe Mashoko Akanaka?

Ndinonyengetera Kuna Jehovha Kuti Andipe Ushingi (4:05)

WEDZERA PANE ZVAWADZIDZA

Mharidzo Yekushandisa Kadhi Rejw.org (1:43)

“Wagadzirira Kuva Mubati Wevanhu Here?” (Nharireyomurindi, September 2020)

Jehovha Achakubatsira Kuti Usatya (11:59)

“Kubatsira Voukama Kuti Vave Zvapupu” (Nharireyomurindi, March 15, 2014)

23 Kubhabhatidzwa Idanho Rinokosha

Kuva Neushamwari naJehovha (1:11)

WEDZERA PANE ZVAWADZIDZA

“Chii Chinonzi Kubhabhatidzwa?” (Nyaya iri paIndaneti)

“Kuda Jehovha Kunoita Kuti Ubhabhatidzwe” (Nharireyomurindi, March 2020)

“Vaida Kuti Ndizvionere Ndoga Zvinodzidziswa neBhaibheri” (Nharireyomurindi, February 1, 2013)

“Ndinofanira Kubhabhatidzwa Here?” (Mibvunzo Inobvunza Vechiduku—Mhinduro Dzinoshanda, Bhuku  2, chitsauko 37)

24 Chii Chinonzi Ngirozi Uye Dzinoita Basa Rei?

“Rwisa Dhiyabhorosi” (5:02)

WEDZERA PANE ZVAWADZIDZA

“Ngirozi Huru Inonzi Mikaeri Ndiani?” (Nyaya iri paIndaneti)

“Dhiyabhorosi Munhu Chaiye Here?” (Nyaya iri paIndaneti)

“Iye Akawana Donzo Muupenyu” (Nharireyomurindi, July 1, 1993)

“Chokwadi Pamusoro Pemashiripiti Nouroyi” (Mugwagwa Unoenda Kuupenyu Husingaperi, chikamu 5)

25 Mwari Akatisika Aine Chinangwa Chei?

Mwari Akasikirei Nyika?—Chidimbu (1:41)

Ndakazodzidza Chinangwa Cheupenyu (5:03)

WEDZERA PANE ZVAWADZIDZA

“Edheni—Ndiwo Waiva Musha Wokutanga Wevanhu Here?” (Nharireyomurindi, January 1, 2011)

“Nyika Ichaparadzwa Here?” (Nyaya iri paIndaneti)

“Tinoraramirei?” (Nyaya iri paIndaneti)

Iye Zvino Upenyu Hwangu Hwava Nechinangwa (3:55)

26 Seiko Panyika Pachiitika Zvakaipa Uye Vanhu Vachitambura?

Ndiani Ari Kutonga Pasi Rese?(1:24)

Nei Mwari Achibvumira Kutambura?—Chidimbu (3:07)

WEDZERA PANE ZVAWADZIDZA

“Chii Chinonzi Chivi?” (Nyaya iri paIndaneti)

“Nei Mwari Achibvumira Kutambura?” (Nharireyomurindi, January 1, 2014)

“Sei vaJudha Vakaurayiwa nevaNazi? Sei Mwari Asina Kupindira?” (Nyaya iri paIndaneti)

Handisisiri Kusurukirwa (5:09)

27 Rufu rwaJesu Rwunotiponesa Sei?

Jesu Akafirei?—Chikamu 1 (2:01)

Jesu Akafirei?—Chikamu 2 (2:00)

WEDZERA PANE ZVAWADZIDZA

“Chibayiro chaJesu ‘Chinodzikinura Sei Vazhinji’?” (Nyaya iri paIndaneti)

“Jesu Anoponesa Sei?” (Nyaya iri paIndaneti)

“Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa” (Nharireyomurindi, May 1, 2013)

“Handichafariri Zvekurwa” (Nyaya iri paIndaneti)

28 Ratidza Kuti Unotenda Zvawakaitirwa naJehovha naJesu

Kuyeuka Rufu rwaJesu (1:41)

WEDZERA PANE ZVAWADZIDZA

Akashandisa Muviri Wake Kurumbidza Jehovha (9:28)

“Ratidza Kutenda Kwako Mune Zvakavimbiswa naJehovha” (Nharireyomurindi, October 2016)

“Bhaibheri Rinochinja Upenyu” (Nharireyomurindi, August 1, 2011)

“Nei Maitiro Anoita Zvapupu zvaJehovha Chirayiro chaShe Achisiyana Nezvinoitwa Nemamwe Machechi?” (Nyaya iri paIndaneti)

29 Chii Chinoitika Kwatiri Patinofa?

Chii Chinoitika Kumunhu Paanofa?—Chidimbu (1:19)

WEDZERA PANE ZVAWADZIDZA

“Chii Chinonzi Mweya?” (Nyaya iri paIndaneti)

Mwari Anopisa Vanhu Vakaipa Mumoto Here? (3:07)

Midzimu Yavakafa—Inogona Kukubetsera Here Kana Kuti Kukukuvadza? Ko Iyo Iriko Chaizvoizvo Here? (kabhuku)

“Ndakafarira Chaizvo Mhinduro Dzakajeka Uye Dzine Musoro dzeBhaibheri” (Nharireyomurindi, February 1, 2015)

30 Hama Neshamwari Dzako Dzakafa Dzinogona Kuraramazve!

Jesu Anomutsa Razaro (1:16)

Tariro Yerumuko Inotipa Sei Ushingi? (3:21)

WEDZERA PANE ZVAWADZIDZA

“Mazano Ekubatsira Vakafirwa” (Mukai! Nhamba 3 2018)

Paunofirwa Nehama Yako (5:06)

Rudzikinuro (2:07)

“Zvinorevei Kuti Vakafa Vachamutswa?” (Nyaya iri paIndaneti)

31 Chii Chinonzi Umambo hwaMwari?

Umambo hwaMwari Chii?—Chidimbu (1:41)

WEDZERA PANE ZVAWADZIDZA

“Umambo hwaMwari Huri Mumwoyo Mako Here?” (Nyaya iri paIndaneti)

Kuzvipira kuUmambo hwaMwari (1:43)

“Ndivanaani Vanoenda Kudenga?” (Nyaya iri paIndaneti)

“How I Found the Answer to Injustice” (Awake!, November 2011)

32 Umambo hwaMwari Hwava Kutonga!

Umambo hwaMwari Hwakatanga Kutonga Muna 1914 (5:02)

Zvinhu Zvakachinja Panyika Kubva Muna 1914 (1:10)

WEDZERA PANE ZVAWADZIDZA

“Tsika Padzakaderera Zvinooneka” (Mukai!, April 2007)

“Hapana Chimwe Chandaida Kupfuura Baseball!” (Nharireyomurindi Nhamba 3 2017)

“Umambo hwaMwari Hwakatanga Kutonga Riini? (Chikamu 1)” (Nharireyomurindi, October 1, 2014)

“Umambo hwaMwari Hwakatanga Kutonga Riini? (Chikamu 2)” (Nharireyomurindi, November 1, 2014)

33 Zvichaitwa neUmambo

Jesu Akaratidza Zvichaitwa neUmambo (1:13)

Nzwisa Yemakomborero Atichawana Mune Ramangwana (4:38)

Chii Chinonzi Umambo hwaMwari? (turakiti)

WEDZERA PANE ZVAWADZIDZA

“Chii Chinonzi Hondo yeAmagedhoni?” (Nyaya iri paIndaneti)

“Chii Chinonzi Kutambudzika Kukuru?” (Nyaya iri paIndaneti)

Ona Uri muParadhiso (1:50)

“Bhaibheri Rinochinja Upenyu” (Nharireyomurindi, January 1, 2012)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe