RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 127
  • Ndinofanira Kuva Munhu Akaita Sei?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ndinofanira Kuva Munhu Akaita Sei?
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Ndinofanira Kuva Munhu Werudzii?
    Imbirai Jehovha
  • Chikumbiro chaJehovha Cherudo: “Mwanangu, Iva Akachenjera”
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Chikumbiro chaJehovha Chorudo: “Mwanakomana Wangu, Iva Akachenjera”
    Imbirai Jehovha
  • Batira Jehovha Nokuvimbika
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1992
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 127

RWIYO 127

Ndinofanira Kuva Munhu Akaita Sei?

Rakaprindwa

(2 Petro 3:11)

  1. 1. Jehovha ndingakupei chiiko

    Kuti ndionge upenyu hwandinahwo?

    Shoko renyu rakaita segirazi;

    Rinondibatsira kuzviongorora.

    Ndakavimbisa kukushumirai.

    Zvese ndinozviita nemweya wese.

    Ndokushumirai nemwoyo wese;

    Itai kuti ndikufadzei.

    Ndibatsireiwo Baba, kuona

    Zviya zvamunoda imi kuti ndive.

    Makavimbika kune vakavimbika.

    Itai kuti ndifadze mwoyo wenyu.

(Onawo Pis. 18:25; 116:12; Zvir. 11:20.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe