RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 108
  • Rudo rwaMwari Rwusingachinji

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rudo rwaMwari Rwusingachinji
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Rudo rwaMwari Rwakavimbika
    Imbirai Jehovha
  • Rudo rwaMwari Rwokuvimbika
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Unobatsirwa Sei Nerudo rwaJehovha Rusingachinji?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2021
  • Unofarira Rudo Rwakavimbika Sezvinoita Jehovha Here?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 108

RWIYO 108

Rudo rwaMwari Rwusingachinji

Rakaprindwa

(Isaya 55:1-3)

  1. 1.She Jehovha rudo!

    Tinoona rudo rwake

    Nekutipa Dangwe rake

    Kuti ritidzikinure;

    Kuti tive netariro

    Yeupenyu nemufaro.

    (KORASI)

    Nhai ’mi mune nyota,

    Uyai munwe mvura.

    Vane nyota inwai,

    M’one rudo rwake.

  2. 2. She Jehovha rudo!

    To’na nezvaakasika.

    Tinoonazve nekupa

    Kristu tsvimbo yeUmambo.

    Kuda kwake kwaitika:

    Umambo hwava kutonga!

    (KORASI)

    Nhai ’mi mune nyota,

    Uyai munwe mvura.

    Vane nyota inwai,

    M’one rudo rwake.

  3. 3. She Jehovha rudo!

    Nesuwo tive nerudo,

    Tichibatsira vanyoro

    Kuita zvakarurama.

    Sevanhu vanotya Mwari,

    Tinoparidzira vese.

    (KORASI)

    Nhai ’mi mune nyota,

    Uyai munwe mvura.

    Vane nyota inwai,

    M’one rudo rwake.

(Onawo Pis. 33:5; 57:10; VaEf. 1:7.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe