RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 56
  • Ita Kuti Chokwadi Chive Chako

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ita Kuti Chokwadi Chive Chako
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Ita Kuti Chokwadi Chive Chako
    Imbirai Jehovha
  • Upenyu Husina Mugumo—Pakupedzisira!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kuita Kuti Tibudirire
    Imbirai Jehovha
  • Upenyu Husingaperi Hunopikirwa
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 56

RWIYO 56

Ita Kuti Chokwadi Chive Chako

Rakaprindwa

(Zvirevo 3:1, 2)

  1. 1. Nzira yechokwadi inopfu’ra dzese,

    Asi anosarudza ndiwe.

    Saka teerera zano raJehovha.

    Bvuma zvaanokuudza.

    (KORASI)

    Bvuma chokwadi.

    Chioneke nezvi’to.

    Mwari akupe

    M’faro, waita

    Chokwadi chive chako.

  2. 2. Nguva nesimba rauri kushandisa

    Mubasa iri reUmambo

    Zvichakupa upenyu husingaperi;

    Upenyu hwakanakisa.

    (KORASI)

    Bvuma chokwadi.

    Chioneke nezvi’to.

    Mwari akupe

    M’faro, waita

    Chokwadi chive chako.

  3. 3. Kuna Jehovha takaita sevana,

    Tinoda kutungamirirwa.

    Saka famba naMwari mazuva ese,

    Iye akukomborere.

    (KORASI)

    Bvuma chokwadi.

    Chioneke nezvi’to.

    Mwari akupe

    M’faro, waita

    Chokwadi chive chako.

(Onawo Pis. 26:3; Zvir. 8:35; 15:31; Joh. 8:31, 32.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe