RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • lfb pp. 22-23
  • Kusuma Chikamu 3

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kusuma Chikamu 3
  • Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha Akamuti “Shamwari Yangu”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
  • Unogona Kuva Shamwari yaJehovha
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
  • Akateerera Kunyange Pazvakanga Zvakamuomera
    Famba naMwari Neushingi
  • Abrahamu Aiva Ani?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
Ona Zvimwe
Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
lfb pp. 22-23
Abrahamu ari kutaura naIsaka achiri mudiki nezvenyeredzi

Kusuma Chikamu 3

Makore akazotevera pashure pemafashamo, Bhaibheri rinotiudza nezvevanhu vashomanana vakashumira Jehovha. Mumwe wacho aiva Abrahamu uyo akanzi ishamwari yaJehovha. Nei akazonzi ishamwari yaJehovha? Kana uri mubereki, batsira mwana wako kuti aone kuti Jehovha anomuda uye anoda kumubatsira. Kungofanana naAbrahamu nevamwe vaiva vakatendeka vakadai saRoti naJakobho, tinogona kusununguka kukumbira Jehovha kuti atibatsire. Tinogonawo kuva nechivimbo chekuti Jehovha acharamba achizadzisa zvese zvaanovimbisa.

ZVIDZIDZO ZVINOKOSHA

  • Ita zvese zvaunonzi naJehovha uite, kunyange pamwe pacho zvisiri nyore

  • Kuva shamwari yaMwari kunokosha kudarika chero chii zvacho

  • Jehovha anoda kuti tiregerere vamwe uye tikurumidze kuyanana kuti pave nerugare

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe