RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • snnw rwiyo 146
  • Makazviitira Ini

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Makazviitira Ini
  • Imbirai Jehovha—Nziyo Itsva
  • Mashoko Akafanana
  • Makazviitira Ini
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Munyengetero Wemunhu Akasuruvara
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Munyengetero Womunhu Akaderera
    Imbirai Jehovha
  • Ndipeiwo Ushingi
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha—Nziyo Itsva
snnw rwiyo 146

Rwiyo 146

Makazviitira Ini

(Mateu 25:34-40)

  1. Kune boka guru remamwe makwai,

    anoshanda nemwenga waShe Jesu.

    Zvose zvaanoitira vakazodzwa

    achapiwa mubayiro naJesu.

    (KORASI)

    “Maivanyaradza, ndikanyaradzwa.

    Izvozvo maitoitira ini.

    Maivatsigira ndikatsigirwa.

    Pamakavapa makandipawo.

    Izvozvo maitoitira ini.”

  2. “Makandibatsira munzara nenyota,

    makandipawo zvose zvandaida.”

    “Takazviita rini?”

    Vachamubvunza.

    Mambo achapindura achivati:

    (KORASI)

    “Maivanyaradza, ndikanyaradzwa.

    Izvozvo maitoitira ini.

    Maivatsigira ndikatsigirwa.

    Pamakavapa makandipawo.

    Izvozvo maitoitira ini.”

  3. “Manga makavimbika pabasa renyu,

    pamaiparidza nehama dzangu.”

    Kumakwai ari kurudyi achati:

    “Garai nhaka nokusingaperi.”

    (KORASI)

    “Maivanyaradza, ndikanyaradzwa.

    Izvozvo maitoitira ini.

    Maivatsigira ndikatsigirwa.

    Pamakavapa makandipawo.

    Izvozvo maitoitira ini.”

(Onawo Zvir. 19:17; Mat. 10:40-42; 2 Tim. 1:16, 17.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe