RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mb chidzidzo 3
  • Chidzidzo 3

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chidzidzo 3
  • Zvandinodzidza muBhaibheri
  • Mashoko Akafanana
  • Zvandinodzidza muBhaibheri
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Ndinoda Kutungamirirwa naMwari
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kugadzirira Kunoparidza
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kugadzirira Kunoparidza
    Imbirai Jehovha—Nziyo Itsva
Ona Zvimwe
Zvandinodzidza muBhaibheri
mb chidzidzo 3
Rakaprindwa

Chidzidzo 3

1 Petro 3:8

David anoudzwa kuti shamwari yake iri kurwara.

Saka anoti: “Yaah, ndinoda kumunyorera tsamba

kuti apore, ndobva ndanomupa!”

Itiranai mutsa, uye mose muchafara!

MIRAYIRIDZO KUVABEREKI

Verengerai mwana wenyu:

1 Petro 3:8

Kumbirai mwana wenyu kuti anongedze:

Imba Dhesiki David

Zuva Shiri Muti

Bvunzai mwana wenyu kuti:

Ndiani waunoziva ari kurwara? Tingamubatsira sei kuti anzwe zviri nani?

[Mufananidzo uri papeji 8]

[Mufananidzo uri papeji 8]

[Mufananidzo uri papeji 9]

[Mufananidzo uri papeji 9]

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe