RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mb chidzidzo 1
  • Chidzidzo 1

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chidzidzo 1
  • Zvandinodzidza muBhaibheri
  • Mashoko Akafanana
  • Zvandinodzidza muBhaibheri
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Mapapiro eCabbage White Butterfly
    Zvakangoitika Zvega Here?
  • Rwendo Runoitwa nemaMonarch Butterfly
    Zvakangoitika Zvega Here?
  • Hombe Zvikuru Nediki Zvikuru
    Mukai!—1999
Ona Zvimwe
Zvandinodzidza muBhaibheri
mb chidzidzo 1
Rakaprindwa

Chidzidzo 1

Zvakazarurwa 4:11

Ndiani akasika nyika?

Ndiani akasika gungwa?

Ndiani akasika iwe neni?

Ndiani akasika bhatafurayi nemapapiro aro ane mavara-mavara?

Jehovha Mwari ndiye akasika zvinhu zvose.

MIRAYIRIDZO KUVABEREKI

Verengerai mwana wenyu:

Zvakazarurwa 4:11

Kumbirai mwana wenyu kuti anongedze:

Nyeredzi Makore Zuva

Chikepe Nyika Imba

Gungwa Bhatafurayi

Bvunzai mwana wenyu kuti:

Zita raMwari ndiani?

Jehovha anogara kupi?

Zvii zvaakasika?

[Mufananidzo uri papeji 4, 5]

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe