Zviri Mukati
CHITSAUKO PEJI
SUMO
1. “Endai Munoita Kuti Vanhu . . . Vave Vadzidzi” 6
CHIKAMU 1—“Mazadza Jerusarema Nekudzidzisa Kwenyu”
2. “Muchava Zvapupu Zvangu” 14
3. “Vakazadzwa Nemweya Mutsvene” 21
4. ‘Vanhuwo Zvavo, Vasina Kudzidza’ 28
5. “Tinofanira Kuteerera Mwari Semutongi” 37
CHIKAMU 2—“Ungano . . . Yakatanga Kutambudzwa Zvikuru”
6. “Stefani Akanga Azere Nenyasha dzaMwari Nesimba” 45
7. Kuzivisa “Mashoko Akanaka Pamusoro paJesu” 52
8. Ungano “Dzakabva Dzava Nenguva Yerugare” 60
CHIKAMU 3—“Vanhu Vemamwe Marudzi Vakagamuchira Shoko raMwari”
10. “Shoko raJehovha Rakaramba Richikura” 77
CHIKAMU 4—Vakatumwa “Nemweya Mutsvene”
11. “Vakaramba Vachizadzwa Nemufaro Nemweya Mutsvene” 85
12. Kutaura “Neushingi Nesimba raJehovha” 93
CHIKAMU 5—“Vaapostora Nevakuru Vakaungana”
13. “Pashure Pekunge . . . Vanetsana Navo” 101
CHIKAMU 6—“Ngatishanyirei Zvakare Hama”
16. “Yambukirai Kuno kuMakedhoniya” 125
17. “Akakurukura Navo Achivabatsira Kunzwisisa Magwaro” 133
18. ‘Tsvagai Mwari, Mumuwane’ 140
19. “Ramba Uchitaura Uye Usaramba Wakanyarara” 148
CHIKAMU 7—Kudzidzisa “Paruzhinji Nepaimba Neimba”
20. ‘Kukura Uye Kukunda’ Pasinei Nekupikiswa 157
21. “Ndakachena Paropa Revanhu Vese” 165
22. “Kuda kwaJehovha Ngakuitike” 173
CHIKAMU 8—‘Kuparidza Umambo hwaMwari Pasina Kurambidzwa’
23. “Teererai Ndichizvipindurira Pamhosva Yamuri Kundipomera” 181
25. “Ndinokwidza Nyaya Yangu Kuna Kesari!” 196
26. “Hapana Kana Mumwe Wenyu Achaparara” 203
27. Kupa “Uchapupu Hwakasimba” 211